Purogiramu Yevhiki yaNovember 11
VHIKI INOTANGA NANOVEMBER 11
Rwiyo 119 Nemunyengetero
□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:
jl Zvidzidzo 5-7 (30 min.)
□ Chikoro chaMwari Choushumiri:
Kuverenga Bhaibheri: VaHebheru 1-8 (10 min.)
Nha. 1: VaHebheru 4:1-16 (Maminitsi 4 zvichidzika)
Nha. 2: Tingaratidza Sei Kuti Tine “Uchenjeri Hunobva Kumusoro”?—Jak. 3:17, 18 (5 min.)
Nha. 3: Kuda Vamwe Vanhu Ndiko Kunonyanya Kukosha Here?—rs p. 56 ¶3 (5 min.)
□ Musangano Webasa:
10 min: Zvatingaita Kuti Tibatsire Vamwe. Hurukuro inopiwa nomukuru kubva muNharireyomurindi yaNovember 15, 2013, mapeji 8-9.
10 min: Zvatingaita Kuti Tisatya Patinenge Tichiparidza. Kukurukurirana muchishandisa mibvunzo inotevera: (1) Munyengetero ungatibatsira sei kana tichitya pasuo rasaimba? (2) Nei kugadzirira zvakanaka kuchitibatsira kuti tisanyanya kutya? (3) Chii chingatibatsira kuti tisanyanya kutya patinenge tichishanda nemutariri wedunhu? (4) Nei kutya kuchiderera kana tikagara tichiita ushumiri? (5) Chii chakakubatsira kuti ukunde kutya?
10 min: “Tevedzerai Vaprofita—Hosiya.” Mibvunzo nemhinduro.
Rwiyo 113 Nemunyengetero