RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 3/14 p. 4
  • Purogiramu Yevhiki yaApril 7

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaApril 7
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAAPRIL 7
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
km 3/14 p. 4

Purogiramu Yevhiki yaApril 7

VHIKI INOTANGA NAAPRIL 7

Rwiyo 15 Nemunyengetero

Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

cl chits. 5 ¶9-17 (30 min.)

Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Eksodho 7-10 (10 min.)

Nha. 1: Eksodho 9:20-35 (Maminitsi 4 zvichidzika)

Nha. 2: Jesu Achadzoka Sei, Uye Maziso Ose Achamuona Pakudini?—rs p. 112 ¶4–p. 113 ¶4 (5 min.)

Nha. 3: Chechi yechiKristu Chii?—td 3A (5 min.)

Musangano Webasa:

Rwiyo 124

10 min: Govera Magazini Muna April. Kukurukurirana. Tangai nokuenzanisira kuti magazini acho angagoverwa sei muchishandisa mharidzo mbiri dzokuenzanisira dziri papeji ino. Zvadaro, ongororai mharidzo dzacho dzokuenzanisira kubva padzinotangira kusvika padzinoperera. Pedzisai nokukurudzira vose muchidimbu kuti vanyatsonzwisisa zviri mumagazini acho uye vashingaire pakuagovera.

10 min: Musakanganwa Kugamuchira Vaeni Zvakanaka. (VaH. 13:1, 2) Hurukuro inopiwa nemukuru. Taurai zvakarongwa neungano yenyu zvine chokuita neChirangaridzo. Taurai dzimwe nzira dzakanaka dzokugamuchira vaeni uye vaparidzi vasisaiti basa vanenge vauya. Ivai nemuenzaniso mupfupi une zvikamu zviviri. Pakutanga muparidzi anenge achigamuchira munhu akakokwa kuChirangaridzo panguva yemushandirapamwe. Muchikamu chechipiri, Chirangaridzo chapera, muparidzi wacho anenge ava kuronga naye kuti vazokurukura zvimwe, zvichienderana nokufarira kwaanenge aratidza.

10 min: Takaita Sei? Kukurukurirana. Kumbirai vaparidzi kuti vataure kuti vakabatsirwa sei nokushandisa mazano ari munyaya inoti “Kuvandudza Unyanzvi Hwedu Muushumiri—Kupindura Vanenge Vachida Kuramba Kuparidzirwa.” Vakumbirei kuti vataure zvakaitika zvinofadza.

Rwiyo 20 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe