Purogiramu Yevhiki yaSeptember 22
VHIKI INOTANGA NASEPTEMBER 22
Rwiyo 9 Nemunyengetero
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:
cl chits. 13 ¶11-18 (30 min.)
Chikoro chaMwari Choushumiri:
Kuverenga Bhaibheri: Numeri 30-32 (10 min.)
Nha. 1: Numeri 32:16-30 (4 min. zvichidzika)
Nha. 2: Nei Mwari Asina Kuparadza Satani Pashure Chaipo Pokunge Apanduka?—rs p. 337 ¶2-3 (5 min.)
Nha. 3: Moto Unomirira Kuparadzwa—td 8B (5 min.)
Musangano Webasa:
15 min: Makomborero Mubasa Reumishinari. (Zvir. 10:22) Kukurukurirana kubva muBhuku Regore ra2014, peji 123 ndima 2, kusvika kupeji 127 ndima 4; uye peji 169. Kumbirai vateereri kuti vataure zvidzidzo zvirimo.
15 min: “Shandisa jw.org Muushumiri.” Kukurukurirana. Ivai nemuenzaniso muchitevedzera zviri mundima yechipiri, mobvunza vateereri kuti: Zvakanakirei kuva nevhidhiyo yacho mumudziyo unotakurika? Nei zvichiwanzova zvakanaka kuratidza munhu vhidhiyo pasina kutaura zvakawanda kana kukumbira kuti timuratidze? Zvii zvakaitika pamaishandisa vhidhiyo iyi muushumiri? Pedzisai nokukurudzira vaparidzi kuti vajairane nezvinhu zvakasiyana-siyana zviri pajw.org, uye kuti vaishandise muushumiri.
Rwiyo 84 Nemunyengetero