Zviri Mukati
November 8, 2003
Oiri—Ichazombopera Here?
Nei oiri ichikosha kwazvo muupenyu hwemazuva ano? Tinoiwana sei? Yasara yakawanda zvakadini? Pane zvimwe zvingashandiswa here?
11 Oiri—Ine Zvayakanakira Nezvayakaipira Here?
13 Utachiona Husingaurayiwi Nemishonga—Kutyisidzira Kwacho Kwakakura Zvakadini?
14 Utachiona Husingaurayiwi Nemishonga—Madzokero Ahunoita
18 Utachiona Pahuchange Husingachakuvadzi Munhu
32 ‘Magazini Inofanira Kuzeyewa’
Mawaniro Andakaita Upenyu Hune Chinangwa 27
Verenga nezvokudzidziswa kwomumwe mukomana mumapani eCanada uye kuti zvakamuita sei kuti ave akagadzirira upenyu hwoumishinari muAfrica.