RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • lfb pp. 58-59
  • Kusuma Chikamu 5

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kusuma Chikamu 5
  • Zvidzidzo Zvaunowana muBhaibheri
  • Mashoko Akafanana
  • Kubetserwa ne“Zviyo Zvokudenga”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1999
  • Kusuma Chikamu 11
    Zvidzidzo Zvaunowana muBhaibheri
  • Kusuma Chikamu 4
    Zvidzidzo Zvaunowana muBhaibheri
  • Vanoita Vimbiso Kuna Jehovha
    Zvidzidzo Zvaunowana muBhaibheri
Ona Zvimwe
Zvidzidzo Zvaunowana muBhaibheri
lfb pp. 58-59
VaIsraeri vari kunhonga mana

Kusuma Chikamu 5

Pashure pemwedzi miviri vapfuura nepaGungwa Dzvuku, vaIsraeri vakasvika paGomo reSinai. Vari ipapo, Jehovha akaita sungano navo kuti vave rudzi rwake rwunokosha. Akavadzivirira uye akavapa zvese zvavaida. Akavapa zvekudya zvainzi mana, akaita kuti hembe dzavo dzirege kusakara, uye aivagarisa munzvimbo dzakachengeteka. Kana uri mubereki, batsira mwana wako kuti anzwisise kuti nei Jehovha akapa vaIsraeri Mutemo, tebhenekeri uye vapristi. Simbisa kuti nei zvichikosha kuti tizadzise zvatinenge tavimbisa, tirambe tichizvininipisa uye tirambe takavimbika kuna Jehovha.

ZVIDZIDZO ZVINOKOSHA

  • Kana ukavimbisa Jehovha chimwe chinhu, unofanira kuchiita

  • Kudada, kufunga zvakangotinakira chete uye kupanduka, kunoita kuti zvinhu zvizotiipira

  • Jehovha akaitira vaIsraeri mwoyo murefu uye akavachengeta kunyange pavainge vasina kutendeka

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe