RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • CO-pgm17 pp. 2-3
  • Chishanu

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Chishanu
  • Purogiramu yeGungano Remunharaunda ra2017
  • Mashoko Akafanana
  • Chishanu
    Purogiramu Yegungano Remunharaunda ra2019
  • Svondo
    Purogiramu yeGungano ra2024
  • Mugovera
    Purogiramu yeGungano Remunharaunda ra2017
  • Chishanu
    Purogiramu yeGungano ra2024
Ona Zvimwe
Purogiramu yeGungano Remunharaunda ra2017
CO-pgm17 pp. 2-3
Mashoko anobuda pasikirini ezvichakurukurwa mupurogiramu yemangwanani musi weChishanu pagungano reZvapupu zvaJehovha ra2017.

Chishanu

“Tisarega kuita zvakanaka”​—VAGARATIYA 6:9

MANGWANANI

  • 9:20 Vhidhiyo Yemimhanzi

  • 9:30 Rwiyo Nhamba 77 Nemunyengetero

  • 9:40 HURUKURO YASACHIGARO: Hatitombofaniri Kuneta​—Kunyanya Iye Zvino! (Zvakazarurwa 12:12)

  • 10:15 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Ramba Uchiparidza ‘Usingaregi’

    • Zvisina Kurongwa (Mabasa 5:42; Muparidzi 11:6)

    • Paimba Neimba (Mabasa 20:20)

    • Munzvimbo Dzinowanika Vanhu Vakawanda (Mabasa 17:17)

    • Kuita Kuti Vanhu Vave Vadzidzi (VaRoma 1:14-16; 1 VaKorinde 3:6)

  • 11:05 Rwiyo Nhamba 76 Nezviziviso

  • 11:15 KUVERENGWA KWENYAYA YEMUBHAIBHERI SEIRI KUITIKA: Jehovha Anonunura Vanhu Vake (Eksodho 3:1-22; 4:1-9; 5:1-9; 6:1-8; 7:1-7;14:5-10, 13-31; 15:1-21)

  • 11:45 Jehovha​—Anotsungirira Kupfuura Vanhu Vese (VaRoma 9:22, 23; 15:13; Jakobho 1:2-4)

  • 12:15 Rwiyo Nhamba 115 Nekumbozorora

Mashoko anobuda pasikirini ezvichakurukurwa mupurogiramu yemasikati musi weChishanu pagungano reZvapupu zvaJehovha ra2017.

MASIKATI

  • 1:25 Vhidhiyo Yemimhanzi

  • 1:35 Rwiyo Nhamba 128

  • 1:40 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Kutsungirira Pasinei . . .

    • Nekubatwa Zvisina Kunaka (Mateu 5:38, 39)

    • Nekukwegura (Isaya 46:4; Judha 20, 21)

    • Nezvatinokanganisa (VaRoma 7:21-25)

    • Nekurangwa (VaGaratiya 2:11-14; VaHebheru 12:5, 6, 10, 11)

    • Neurwere Husingakurumidzi Kupera (Pisarema 41:3)

    • Nekufirwa (Pisarema 34:18)

    • Nekutambudzwa (Zvakazarurwa 1:9)

  • 2:55 Rwiyo Nhamba 136 Nezviziviso

  • 3:05 MUTAMBO: Yeuka Mudzimai waRoti​—Chikamu 1 (Ruka 17:28-33)

  • 3:35 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Shanda Kuti Uve Neunhu Huchaita Kuti Ukwanise Kutsungirira

    • Kutenda (VaHebheru 11:1)

    • Kunaka (VaFiripi 4:8, 9)

    • Zivo (Zvirevo 2:10, 11)

    • Kuzvidzora (VaGaratiya 5:22, 23)

  • 4:15 Zvaungaita Kuti ‘Usambowa’ (2 Petro 1:5-10; Isaya 40:31; 2 VaKorinde 4:7-9, 16)

  • 4:50 Rwiyo Nhamba 3 Nemunyengetero Wekugumisa

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe