RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • syr17 p. 2
  • Nhamba Dzese dza2017

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Nhamba Dzese dza2017
  • Mushumo Wegore Rebasa ra2017 weZvapupu zvaJehovha Pasi Rese
  • Mashoko Akafanana
  • Nhamba Dzese dza2018
    Mushumo Wegore Rebasa ra2018 weZvapupu zvaJehovha Pasi Rese
  • Nhamba Dzese dza2021
    Mushumo Wegore Rebasa ra2021 weZvapupu zvaJehovha Pasi Rese
  • Nhamba Dzese dza2020
    Mushumo Wegore Rebasa ra2020 weZvapupu zvaJehovha Pasi Rese
  • Nhamba Dzese dza2019
    Mushumo Wegore Rebasa ra2019 weZvapupu zvaJehovha Pasi Rese
Ona Zvimwe
Mushumo Wegore Rebasa ra2017 weZvapupu zvaJehovha Pasi Rese
syr17 p. 2

Nhamba Dzese dza2017

  • Mapazi eZvapupu zvaJehovha:  90

  • Nhamba Yenyika Dzakashuma:  240

  • Ungano Dzese: 120 053

  • Vakapinda Chirangaridzo Pasi Rese:  20 175 477

  • Vakadya paChirangaridzo Pasi Rese:  18 564

  • Nhamba Yevaparidzi Yatanga Tisati Tambosvitsaa:  8 457 107

  • Avhareji Yevaparidzi Vanoparidza Mwedzi Wega Wega:  8 248 982

  • Kuwedzera Kwakaitika Kubva Gore ra2015:  1,4%

  • Nhamba Yevese Vakabhabhatidzwab: 284 212

  • Avhareji Yemapiyonac Mwedzi Wega Wega:  1 249 946

  • Avhareji Yemapiyona Ebetsero Mwedzi Wega Wega: 439 571

  • Maawa Ese Akaitwa Muushumiri:  2 046 000 202

  • Avhareji Yezvidzidzo zveBhaibherid Mwedzi Wega Wega:  10 071 524

Mugore rebasae ra2017, Zvapupu zvaJehovha zvakashandisa madhora ekuAmerica anopfuura mamiriyoni 202 pakutsigira mapiyona chaiwo, mamishinari uye vatariri vematunhu mumabasa avo eushumiri. Pasi rese vashumiri vakagadzwa 19 730 vanoshanda pamapazi akasiyana-siyana. Vese zvavo inhengo dzeBoka Remunyika Yese Revashumiri Chaivo Venguva Yakazara reZvapupu zvaJehovha.

a Muparidzi munhu anoparidza mashoko akanaka eUmambo hwaMwari. (Mateu 24:14) Kuti unyatsoona kuti nhamba iyi inowanika sei, ona nyaya iri pajw.org inoti: “Pasi Rese Pane Zvapupu zvaJehovha Zvingani?”

b Kuti uzive zvaungaita kuti uzokwanisa kubhabhatidzwa semumwe weZvapupu zvaJehovha, ona nyaya iri pajw.org inoti: “Ndingaita Sei Kuti Ndive Mumwe weZvapupu zvaJehovha?”

c Piyona mumwe weZvapupu zvaJehovha akabhabhatidzwa anozvipira kuita maawa anenge akasarudzwa, achiparidza mashoko akanaka.

d Kuti uzive zvimwe, ona nyaya iri pajw.org inoti: “Chii Chinonzi Chidzidzo cheBhaibheri?”

e Gore rebasa ra2017 rinotanga kubva musi wa1 September 2016, kusvika musi wa31 August 2017.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe