RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • syr18 p. 2
  • Nhamba Dzese dza2018

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Nhamba Dzese dza2018
  • Mushumo Wegore Rebasa ra2018 weZvapupu zvaJehovha Pasi Rese
  • Mashoko Akafanana
  • Nhamba Dzese dza2019
    Mushumo Wegore Rebasa ra2019 weZvapupu zvaJehovha Pasi Rese
  • Nhamba Dzese dza2017
    Mushumo Wegore Rebasa ra2017 weZvapupu zvaJehovha Pasi Rese
  • Nhamba Dzese dza2020
    Mushumo Wegore Rebasa ra2020 weZvapupu zvaJehovha Pasi Rese
  • Nhamba Dzese dza2021
    Mushumo Wegore Rebasa ra2021 weZvapupu zvaJehovha Pasi Rese
Ona Zvimwe
Mushumo Wegore Rebasa ra2018 weZvapupu zvaJehovha Pasi Rese
syr18 p. 2

Nhamba Dzese dza2018

  • Mapazi eZvapupu zvaJehovha:  87

  • Nhamba Yenyika Dzakashuma:  240

  • Ungano Dzese: 119 954

  • Vakapinda Chirangaridzo Pasi Rese:  20 329 317

  • Vakadya paChirangaridzo Pasi Rese:  19 521

  • Nhamba Yevaparidzia Yatanga Tisati Tambosvitsa:  8 579 909

  • Avhareji Yevaparidzi Vanoparidza Mwedzi Wega Wega:  8 360 594

  • Kuwedzera Kwakaitika Kubva Gore ra2017:  1,4%

  • Nhamba Yevese Vakabhabhatidzwab: 281 744

  • Avhareji Yemapiyonac Mwedzi Wega Wega:  1 267 808

  • Avhareji Yemapiyona Ebetsero Mwedzi Wega Wega: 446 642

  • Maawa Ese Akaitwa Muushumiri:  2 074 655 497

  • Avhareji Yezvidzidzo zveBhaibherid Mwedzi Wega Wega:  10 079 709

Mugore rebasae ra2018, Zvapupu zvaJehovha zvakashandisa madhora ekuAmerica anopfuura mamiriyoni 214 pakutsigira mapiyona chaiwo mamishinari uye vatariri vematunhu mumabasa avo eushumiri. Pasi rese vashumiri vakagadzwa 20 331 vanoshanda pamapazi akasiyana-siyana. Vese zvavo inhengo dzeBoka Remunyika Yese Revashumiri Chaivo Venguva Yakazara reZvapupu zvaJehovha.

a Muparidzi munhu anoparidza mashoko akanaka eUmambo hwaMwari. (Mateu 24:14) Kuti unyatsoona kuti nhamba iyi inowanika sei, ona nyaya iri pajw.org inoti: “Pasi Rese Pane Zvapupu zvaJehovha Zvingani?”

b Kuti uzive zvaungaita kuti uzokwanisa kubhabhatidzwa semumwe weZvapupu zvaJehovha, ona nyaya iri pajw.org inoti: “Ndingaita Sei Kuti Ndive Mumwe weZvapupu zvaJehovha?”

c Piyona mumwe weZvapupu zvaJehovha akabhabhatidzwa anozvipira kuita maawa anenge akasarudzwa, achiparidza mashoko akanaka.

d Kuti uzive zvimwe, ona nyaya iri pajw.org inoti: “Chii Chinonzi Chidzidzo cheBhaibheri?”

e Gore rebasa ra2018 rakatanga kubva musi wa1 September 2017, kusvika musi wa31 August 2018.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe