Nhamba Dzese dza2019
Mapazi eZvapupu zvaJehovha: 87
Nhamba Yenyika Dzakashuma: 240
Ungano Dzese: 119 712
Vakapinda Chirangaridzo Pasi Rese: 20 919 041
Vakadya paChirangaridzo Pasi Rese: 20 526
Nhamba Yevaparidzi Yatanga Tisati Tambosvitsaa: 8 683 117
Avhareji Yevaparidzi Vanoparidza Mwedzi Wega Wega: 8 471 008
Kuwedzera Kwakaitika Kubva Gore ra2018: 1,3%
Nhamba Yevese Vakabhabhatidzwab: 303 866
Avhareji Yemapiyonac Mwedzi Wega Wega: 1 277 738
Avhareji Yemapiyona Ebetsero Mwedzi Wega Wega: 464 980
Maawa Ese Akaitwa Muushumiri: 2 088 560 437
Avhareji Yezvidzidzo zveBhaibherid Mwedzi Wega Wega: 9 618 182
Mugore rebasae ra2019, Zvapupu zvaJehovha zvakashandisa madhora ekuAmerica anopfuura mamiriyoni 224 pakutsigira mapiyona chaiwo mamishinari uye vatariri vematunhu mumabasa avo eushumiri. Pasi rese vashumiri vakagadzwa 20 858 vanoshanda pamapazi akasiyana-siyana. Vese zvavo inhengo dzeBoka Remunyika Yese Revashumiri Chaivo Venguva Yakazara reZvapupu zvaJehovha.
a Muparidzi munhu anoparidza mashoko akanaka eUmambo hwaMwari. (Mateu 24:14) Kuti unyatsoona kuti nhamba iyi inowanika sei, ona nyaya iri pajw.org inoti: “Pasi Rese Pane Zvapupu zvaJehovha Zvingani?”
b Kuti uzive zvaungaita kuti uzokwanisa kubhabhatidzwa semumwe weZvapupu zvaJehovha, ona nyaya iri pajw.org inoti: “Ndingaita Sei Kuti Ndive Mumwe weZvapupu zvaJehovha?”
c Piyona mumwe weZvapupu zvaJehovha akabhabhatidzwa anozvipira kuita maawa anenge akasarudzwa, achiparidza mashoko akanaka.
d Kuti uzive zvimwe, ona nyaya iri pajw.org inoti: “Chii Chinonzi Chidzidzo cheBhaibheri?”
e Gore rebasa ra2019 rakatanga kubva musi wa1 September 2018, kusvika musi wa31 August 2019.