RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • syr20 p. 2
  • Nhamba Dzese dza2020

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Nhamba Dzese dza2020
  • Mushumo Wegore Rebasa ra2020 weZvapupu zvaJehovha Pasi Rese
  • Mashoko Akafanana
  • Nhamba Dzese dza2019
    Mushumo Wegore Rebasa ra2019 weZvapupu zvaJehovha Pasi Rese
  • Nhamba Dzese dza2021
    Mushumo Wegore Rebasa ra2021 weZvapupu zvaJehovha Pasi Rese
  • Nhamba Dzese dza2018
    Mushumo Wegore Rebasa ra2018 weZvapupu zvaJehovha Pasi Rese
  • Nhamba Dzese dza2017
    Mushumo Wegore Rebasa ra2017 weZvapupu zvaJehovha Pasi Rese
Ona Zvimwe
Mushumo Wegore Rebasa ra2020 weZvapupu zvaJehovha Pasi Rese
syr20 p. 2

Nhamba Dzese dza2020

  • Mapazi eZvapupu zvaJehovha:  87

  • Nhamba Yenyika Dzakashuma:  240

  • Ungano Dzese: 120 387

  • Vakapinda Chirangaridzo Pasi Rese:  17 844 773

  • Vakadya paChirangaridzo Pasi Rese:  21 182

  • Nhamba Yevaparidzi Yatanga Tisati Tambosvitsaa:  8 695 808

  • Avhareji Yevaparidzi Vanoparidza Mwedzi Wega Wega:  8 424 185

  • Kuwedzera Kwakaitika Kubva Gore ra2019: -0,6

  • Nhamba Yevese Vakabhabhatidzwa b: 241 994

  • Avhareji Yemapiyonac Mwedzi Wega Wega:  1 299 619

  • Avhareji Yemapiyona Ebetsero Mwedzi Wega Wega: 338 568

  • Maawa Ese Akaitwa Muushumiri:  1 669 901 531

  • Avhareji Yezvidzidzo zveBhaibherid Mwedzi Wega Wega:  7 705 765

Mugore rebasae ra2020, Zvapupu zvaJehovha zvakashandisa madhora ekuAmerica anopfuura mamiriyoni 231 pakutsigira mapiyona chaiwo mamishinari uye vatariri vematunhu mumabasa avo eushumiri. Pasi rese vashumiri vakagadzwa 20 994 vanoshanda pamapazi akasiyana-siyana. Vese zvavo inhengo dzeBoka Remunyika Yese Revashumiri Chaivo Venguva Yakazara reZvapupu zvaJehovha.

a Muparidzi munhu anoparidza mashoko akanaka eUmambo hwaMwari. (Mateu 24:14) Kuti unyatsoona kuti nhamba iyi inowanika sei, ona nyaya iri pajw.org inoti: “Pasi Rese Pane Zvapupu zvaJehovha Zvingani?”

b Kuti uzive zvaungaita kuti uzokwanisa kubhabhatidzwa semumwe weZvapupu zvaJehovha, ona nyaya iri pajw.org inoti: “Ndingaita Sei Kuti Ndive Mumwe weZvapupu zvaJehovha?”

c Piyona mumwe weZvapupu zvaJehovha akabhabhatidzwa anozvipira kuita maawa anenge akasarudzwa, achiparidza mashoko akanaka.

d Kuti uzive zvimwe, ona nyaya iri pajw.org inoti: “Chii Chinonzi Chidzidzo cheBhaibheri?”

e Gore rebasa ra2020 rakatanga kubva musi wa1 September 2019, kusvika musi wa31 August 2020.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe