RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • CO-pgm21 pp. 2-3
  • Chishanu

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Chishanu
  • Purogiramu Yegungano Remunharaunda ra2021
  • Mashoko Akafanana
  • Svondo
    Purogiramu Yegungano Remunharaunda ra2021
  • Mugovera
    Purogiramu Yegungano Remunharaunda ra2021
  • Chishanu
    Purogiramu Yegungano ra2022
  • Chishanu
    Purogiramu Yegungano Remunharaunda ra2019
Ona Zvimwe
Purogiramu Yegungano Remunharaunda ra2021
CO-pgm21 pp. 2-3
Mapikicha: 1. Noa akabata demo achitsvaga muti wekutema. 2. Nyika, nyeredzi nezuva. 3. Hove inonzi whale nemwana wayo.

Chishanu

“Tiwedzereiwo kutenda”​—Ruka 17:5

MANGWANANI

  • 9:20 Vhidhiyo Yemimhanzi

  • 9:30 Rwiyo Nhamba 5 Nemunyengetero

  • 9:40 HURUKURO YASACHIGARO: Kutenda Kune Simba Rakadii? (Mateu 17:19, 20; VaHebheru 11:1)

  • 10:10 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Chii Chinoita Kuti Titende . . .

    • • Kuti Mwari Ariko? (VaEfeso 2:1, 12; VaHebheru 11:3)

    • • muShoko raMwari? (Isaya 46:10)

    • • Kuti Mitemo yaMwari Panyaya Yekuzvibata Yakatinakira? (Isaya 48:17)

    • • Kuti Mwari Ane Rudo? (Johani 6:44)

  • 11:05 Rwiyo Nhamba 37 Nezviziviso

  • 11:15 KUVERENGWA KWENYAYA YEMUBHAIBHERI SEIRI KUITIKA: Noa—Kutenda Kwakaita Kuti Ateerere (Genesisi 6:1–8:22; 9:8-16)

  • 11:45 ‘Iva Nekutenda Uye Uine Chokwadi Nazvo’ (Mateu 21:21, 22)

  • 12:15 Rwiyo Nhamba 118 Nekumbozorora

MASIKATI

  • 1:35 Vhidhiyo Yemimhanzi

  • 1:45 Rwiyo Nhamba 2

  • 1:50 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Tarisa Zvinhu Zvakasikwa Kuti Usimbise Kutenda Kwako

    • • Nyeredzi (Isaya 40:26)

    • • Makungwa (Pisarema 93:4)

    • • Masango (Pisarema 37:10, 11, 29)

    • • Mhepo Nemvura (Pisarema 147:17, 18)

    • • Zvisikwa Zvemugungwa (Pisarema 104:27, 28)

    • • Miviri Yedu (Isaya 33:24)

  • 2:50 Rwiyo Nhamba 148 Nezviziviso

  • 3:00 Mabasa aJehovha Esimba Anoita Kuti Tive Nekutenda (Isaya 43:10; VaHebheru 11:32-35)

  • 3:20 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Tevedzera Vanhu Vaiva Nekutenda, Kwete Vakanga Vasina Kutenda

    • • Abheri, Kwete Kaini (VaHebheru 11:4)

    • • Inoki, Kwete Rameki (VaHebheru 11:5)

    • • Noa, Kwete Vavakidzani Vake (VaHebheru 11:7)

    • • Mozisi, Kwete Farao (VaHebheru 11:24-26)

    • • Vadzidzi vaJesu, Kwete vaFarisi (Mabasa 5:29)

  • 4:15 “Rambai Muchizviedza Kuti Muone Kana Muri Pakutenda”​—Sei? (2 VaKorinde 13:5, 11)

  • 4:50 Rwiyo Nhamba 119 Nemunyengetero Wekugumisa

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe