Mugovera
‘Itira mwoyo murefu vanhu vese’—1 VaTesaronika 5:14
Mangwanani
9:20 Vhidhiyo Yemimhanzi
9:30 Rwiyo Nhamba 58 Nemunyengetero
9:40 HURUKURO YEKUSIYIRANA: ‘Tinoratidza Kuti Tiri Vashumiri vaMwari Nekuva Nemwoyo Murefu’
• Patinenge Tichiparidza (Mabasa 26:29; 2 VaKorinde 6:4-6)
• Patinenge Tichiitisa Zvidzidzo zveBhaibheri (Johani 16:12)
• Patinenge Tichikurudzira Hama Nehanzvadzi Dzedu (1 VaTesaronika 5:11)
• Patinenge Tichishumira Sevakuru (2 Timoti 4:2)
10:30 Imi Makaitirwa Mwoyo Murefu, Itiraiwo Vamwe Mwoyo Murefu! (Mateu 7:1, 2; 18:23-35)
10:50 Rwiyo Nhamba 138 Nezviziviso
11:00 HURUKURO YEKUSIYIRANA: ‘Nemwoyo Murefu, Nzwisisanai Murudo’
• Veukama Vasiri Zvapupu (VaKorose 4:6)
• Wawakaroorana Naye (Zvirevo 19:11)
• Vana Venyu (2 Timoti 3:14)
• Veukama Vanorwara Kana Kuti Vakwegura (VaHebheru 13:16)
11:45 KUBHABHATIDZWA: Mwoyo Murefu waJehovha Unoita Kuti Tiponeswe! (2 Petro 3:13-15)
12:15 Rwiyo Nhamba 75 Nekumbozorora
Masikati
1:35 Vhidhiyo Yemimhanzi
1:45 Rwiyo Nhamba 106
1:50 Nei Tichifanira Kungwarira Nyaya Yekuda Kungokurumidza Kuzvifadza? (1 VaTesaronika 4:3-5; 1 Johani 2:17)
2:15 HURUKURO YEKUSIYIRANA: “Zviri Nani Kuva Nemwoyo Murefu Pane Kuzvikudza”
• Tevedzera Abheri, Kwete Adhamu (Muparidzi 7:8)
• Tevedzera Jakobho, Kwete Isau (VaHebheru 12:16)
• Tevedzera Mozisi, Kwete Kora (Numeri 16:9, 10)
• Tevedzera Samueri, Kwete Sauro (1 Samueri 15:22)
• Tevedzera Jonatani, Kwete Absaromu (1 Samueri 23:16-18)
3:15 Rwiyo Nhamba 87 Nezviziviso
3:25 DHIRAMA REMUBHAIBHERI: “Isa Nzira Yako Pana Jehovha”—Chikamu 1 (Pisarema 37:5)
3:55 “Patinotambudzwa, Tinoramba Tichitsungirira” (1 VaKorinde 4:12; VaRoma 12:14, 21)
4:30 Rwiyo Nhamba 79 Nemunyengetero