RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • CO-pgm23 pp. 2-8
  • Chishanu

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Chishanu
  • Purogiramu yeGungano ra2023
  • Mashoko Akafanana
  • Mugovera
    Purogiramu yeGungano ra2023
  • Chishanu
    Purogiramu yeGungano ra2024
  • Svondo
    Purogiramu yeGungano ra2024
  • Chishanu
    Purogiramu Yegungano Remunharaunda ra2019
Ona Zvimwe
Purogiramu yeGungano ra2023
CO-pgm23 pp. 2-8
Mapikicha: Zvimwe zvichakurukurwa papurogiramu yemusi weChishanu. 1. Mambo Sauro achipinda mubako makahwanda Dhavhidhi nevarume vake. 2. Murume nemudzimai vari muushumiri. 3. Mapenguin ane manyana awo.

Penguins: By courtesy of John R. Peiniger

Chishanu

“Rudo rune mwoyo murefu”​—1 VaKorinde 13:4

Mangwanani

  • 9:20 Vhidhiyo Yemimhanzi

  • 9:30 Rwiyo Nhamba 66 Nemunyengetero

  • 9:40 HURUKURO YASACHIGARO: Nei Tichifanira ‘Kuva Nemwoyo Murefu’? (Jakobho 5:7, 8; VaKorose 1:9-11; 3:12)

  • 10:10 HURUKURO YEKUSIYIRANA: “Chinhu Chimwe Nechimwe Chine Nguva Yacho”

    • • Fungisisa Maonero Anoita Jehovha Nguva (Muparidzi 3:1-8, 11)

    • • Zvinotora Nguva Kuti Tive Neushamwari Nevamwe (Zvirevo 17:17)

    • • Zvinotora Nguva Kuti Tikure Pakunamata (Mako 4:26-29)

    • • Zvinotora Nguva Kuti Tizadzise Zvinangwa Zvekunamata (Muparidzi 11:4, 6)

  • 11:05 Rwiyo Nhamba 143 Nezviziviso

  • 11:15 KUVERENGWA KWENYAYA YEMUBHAIBHERI SEIRI KUITIKA: Dhavhidhi Akamirira Jehovha (1 Samueri 24:2-15; 25:1-35; 26:2-12; Pisarema 37:1-7)

  • 11:45 Koshesa Mwoyo Murefu waMwari (VaRoma 2:4, 6, 7; 2 Petro 3:8, 9; Zvakazarurwa 11:18)

  • 12:15 Rwiyo Nhamba 147 Nekumbozorora

Masikati

  • 1:35 Vhidhiyo Yemimhanzi

  • 1:45 Rwiyo Nhamba 17

  • 1:50 Tevedzera Mwoyo Murefu waJesu (VaHebheru 12:2, 3)

  • 2:10 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Iva Nemwoyo Murefu Uchitevedzera Vaya Vanogara Nhaka Yezvinhu Zvakavimbiswa

    • • Abrahamu naSara (VaHebheru 6:12)

    • • Josefa (Genesisi 39:7-9)

    • • Jobho (Jakobho 5:11)

    • • Modhekai naEsteri (Esteri 4:11-16)

    • • Zekariya naErizabheti (Ruka 1:6, 7)

    • • Pauro (Mabasa 14:21, 22)

  • 3:10 Rwiyo Nhamba 11 Nezviziviso

  • 3:20 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Zvinhu Zvakasikwa Zvinoratidza Kuti Jehovha Anoita Zvinhu Panguva Yakakodzera

    • • Zvinhu Zvinomera (Mateu 24:32, 33)

    • • Zvisikwa Zvemugungwa (2 VaKorinde 6:2)

    • • Shiri (Jeremiya 8:7)

    • • Tupukanana (Zvirevo 6:6-8; 1 VaKorinde 9:26)

    • • Zvisikwa Zvepanyika (Muparidzi 4:6; VaFiripi 1:9, 10)

  • 4:20 “Hamuzivi Zuva Racho Kana Nguva Yacho” (Mateu 24:36; 25:13, 46)

  • 4:55 Rwiyo Nhamba 27 Nemunyengetero Wekugumisa

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe