RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w08 3/1 p. 17
  • Kuparadzwa kweSodhoma neGomora

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kuparadzwa kweSodhoma neGomora
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2008
  • Mashoko Akafanana
  • Jesu Anoporesa Vanhu Zvinoshamisa
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2008
  • Jesu Anokunda Muedzo
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2009
  • Jesu Anoshamisa Vateereri Vake
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2008
  • Kuramba Jesu Kwakaita Petro
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2008
Ona Zvimwe
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2008
w08 3/1 p. 17

Zvevechiduku

Kuparadzwa kweSodhoma neGomora

Mirayiridzo: Ita basa iri uri panzvimbo isina zvinokukanganisa. Paunoverenga magwaro, fungidzira uripowo pazvaiitika. Ona zvaiitika mupfungwa dzako. Inzwa manzwi acho. Iva nemanzwiro aiita vanhu vanonyanya kutaurwa.

ONGORORA ZVAKAITIKA.—VERENGA GENESISI 19:1-14.

Tsanangura zvaunofungidzira kuti ndizvo zvaiva zvakaita vaenzi vaRoti.

․․․․․

Mhomho yacho yaiva nevanhu vakaita sei?

․․․․․

DZAMISA PFUNGWA.—VERENGA GENESISI 13:7-13.

Zvakafamba sei kuti Roti ave mugari wokuSodhoma?

․․․․․

Nei Jehovha akati vaya vaigara imomo vaifanira kuparadzwa?

․․․․․

VERENGA GENESISI 19:15-26.

Jehovha akava nehanya naRoti munzira dzipi?

․․․․․

Nei mudzimai waRoti akacheuka?

․․․․․

Neiko akaparadzwa?

․․․․․

ITA ZVAWADZIDZA. NYORA ZVAWADZIDZA PAMUSORO PE . . .

Maonero anoita Jehovha uipi.

․․․․․

Tsitsi dzaJehovha.

․․․․․

Kunyevera kunoita Jehovha vanhu vake asati avatonga.

․․․․․

Chanyanya kukubatsira munyaya ino, uye kuti nei.

․․․․․

․․․․․

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe