RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w08 11/1 p. 23
  • Vainge Varonga Kuponda Ndivo Vakazourayiwa!

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Vainge Varonga Kuponda Ndivo Vakazourayiwa!
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2008
  • Mashoko Akafanana
  • Kurasika Kwakaita Paradhiso
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2009
  • Jesu Anokunda Muedzo
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2009
  • Kuparadzwa kweSodhoma neGomora
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2008
  • Jesu Anoporesa Vanhu Zvinoshamisa
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2008
Ona Zvimwe
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2008
w08 11/1 p. 23

Zvevechiduku

Vainge Varonga Kuponda Ndivo Vakazourayiwa!

Mirayiridzo: Ita basa iri uri panzvimbo isina zvinokukanganisa. Paunoverenga magwaro, fungidzira uripowo pazvaiitika. Ona zvaiitika mupfungwa dzako. Inzwa manzwi acho. Iva nemanzwiro evanhu vanonyanya kutaurwa. Nakidzwa nenyaya yacho sowaivapo.

ONGORORA ZVAKAITIKA.—VERENGA DHANIERI 6:1-28.

Unofungei? Dhariyasi murume akaita sei? Rondedzera chitarisiko chake semafungidziro ako. Unofunga kuti aitaura nenzwi rakaita sei? (Verengazve ndima 14, 16, 18-20.)

․․․․․

Gomba racho rakaita sei, uye ungarondedzera sei zvakaita shumba dzacho?

․․․․․

Rondedzera zvaunofungidzira kuti ndizvo zvakaitika Dhanieri achangovharirwa mugomba reshumba.

․․․․․

DZAMISA PFUNGWA.

Nei machinda makuru aDhariyasi aiitira Dhanieri godo? (Verengazve ndima 3.)

․․․․․

Nei Dhanieri akasarudza kunyengetera pachena kunyange zvazvo aigona kuzviita pakavanda? (Verengazve ndima 10, 11)

․․․․․

Nei Dhariyasi akawana mutemo wokunyengetera sewakanaka? (Verenga ndima 7.)

․․․․․

ITA ZVAWADZIDZA. NYORA ZVAWADZIDZA PAMUSORO PE...

Kushinga panguva yokushorwa.

․․․․․

Kukosha kwokunyengetera.

․․․․․

Kutarisira kunoita Jehovha vashumiri vake vakavimbika.

․․․․․

ZVII ZVIRI MUNYAYA IYI YOMUBHAIBHERI ZVANYANYA KUKUBATSIRA, UYE NEI?

․․․․․

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe