RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • wp18 nha. 2 p. 16
  • “Vanyoro Ndivo Vachagara Nhaka Yenyika”

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • “Vanyoro Ndivo Vachagara Nhaka Yenyika”
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2018
  • Mashoko Akafanana
  • Kuziva Chokwadi Kwakanakirei?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2020
  • Unogona Kuva Pedyo naMwari
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2019
  • Ramangwana Riri Mumaoko Ako
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2021
  • Unoona Sei Ramangwana?
    Unoona Sei Ramangwana?
Ona Zvimwe
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2018
wp18 nha. 2 p. 16
Mhuri

“Vanyoro Ndivo Vachagara Nhaka Yenyika”

Unogona kunge wakamboona vamwe vanhu vachipomerwa mhosva dzavasina uye vamwe vachiitirwa utsinye. Zvinhu izvi zvichazombopera here?

Pisarema 37 inopindura mubvunzo iwoyo, uye ine zvimwe zvinogona kutibatsira. Inzwa zvainotaura nezvemibvunzo inotevera.

  • Tinofanira kuita sei kana tikaitirwa zvakaipa?​—Vhesi 1, ne2.

  • Chii chichaitika kuvanhu vanoita zvakaipa?​—Vhesi 10.

  • Vanhu vanoita zvakanaka vachava neramangwana rakaita sei?​—Vhesi 11, ne29.

  • Tinofanira kuitei iye zvino?​—Vhesi 34.

Mashoko akafemerwa ari muPisarema 37 anoratidza kuti vanhu ‘vanotarisira kuna Jehovha uye vanochengeta nzira yake’ vachava neramangwana rakanaka. Zvapupu zvaJehovha zvinoda kudzidza newe Bhaibheri uye kukubatsira kuti iwe nehama dzako muve neramangwana rakanaka.

Kana uchida kunzwa zvimwe nezvechinangwa chaMwari chaakasikira vanhu uye nyika, verenga chitsauko 3 chebhuku rinonzi, Bhaibheri Rinombodzidzisei Chaizvo? rakabudiswa neZvapupu zvaJehovha. Rinowanikawo pawebsite yedu inonzi www.pr2711.com

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe