RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • wp20 nha. 1 p. 16
  • Kuziva Chokwadi Kwakanakirei?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kuziva Chokwadi Kwakanakirei?
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2020
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • ZVAUNOFANIRA KUITA
  • ‘Ane Hanya Newe’
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2019
  • Wakambozvibvunzawo Here Mibvunzo Iyi?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2020
  • Unogona Kuva Pedyo naMwari
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2019
  • Unoona Sei Ramangwana?
    Unoona Sei Ramangwana?
Ona Zvimwe
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2020
wp20 nha. 1 p. 16

Kuziva Chokwadi Kwakanakirei?

Mwari uyo anotaura chokwadi nguva dzese, anokuvimbisa “upenyu husingaperi.”—Johani 3:16.

ZVAUNOFANIRA KUITA

Mukadzi ari kuverenga Bhaibheri pafoni yake ari muresitorendi
  • Dzidza Shoko raMwari.—Johani 17:3, 17.

  • Teerera zvinotaurwa naMwari.​—Dheuteronomi 30:19, 20.

  • Shandisa zvawadzidza.—Jakobho 1:25.

Zvapupu zvaJehovha pasi rese zviri kubatsirwa nekudzidza chokwadi chiri muBhaibheri. Vanoda chaizvo kukuratidzawo zvavari kudzidza.

Kuti udzidze zimwe zvakawanda zviri muBhaibheri, ona bhuku rakanzi Rarama Nekusingaperi Uchifara! rakabudiswa neZvapupu zvaJehovha uye rinowanikawo pawebsite yedu inonzi www.pr2711.com.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe