RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • wp19 nha. 1 p. 16
  • Unogona Kuva Pedyo naMwari

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Unogona Kuva Pedyo naMwari
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2019
  • Mashoko Akafanana
  • ‘Ane Hanya Newe’
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2019
  • Kuziva Chokwadi Kwakanakirei?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2020
  • Mwari Anonzwa Sei Nekutambura Kwauri Kuita?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2018
  • “Vanyoro Ndivo Vachagara Nhaka Yenyika”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2018
Ona Zvimwe
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2019
wp19 nha. 1 p. 16

Unogona Kuva Pedyo naMwari

VAMWE VANOFUNGA KUTI . . .

Mwari haana hanya nesu, ane chinzvimbo chakanyanya kukwirira uye mutsvene zvekuti hatikwanisi kuva pedyo naye.

BHAIBHERI RINOTII?

Mukadzi ari kuverenga Bhaibheri

“Swederai pedyo naMwari, uye iye achaswedera pedyo nemi.”—Jakobho 4:8.

‘Kandai kuzvidya mwoyo kwenyu kwose paari, nokuti iye ane hanya nemi.’—1 Petro 5:7.

TINOFANIRA KUITEI KUTI TISWEDERE PEDYO NAMWARI?

  • Kutaura naye.—Pisarema 145:18, 19.

  • Kumuteerera.—Pisarema 32:8.

  • Kutevera nzira dzake.—Zvirevo 3:5, 6.

  • Kusakanda mapfumo pasi.—Mateu 7:7, 8.

Kana uchida kunzwa zvimwe nezvekuti ungaswedera sei pedyo naMwari, verenga chitsauko 1 chebhuku iri, rakabudiswa neZvapupu zvaJehovha. Rinowanikawo pawebsite yedu inonzi www.pr2711.com

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe