RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • wp20 nha. 3 p. 16
  • Wakambozvibvunzawo Here Mibvunzo Iyi?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Wakambozvibvunzawo Here Mibvunzo Iyi?
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2020
  • Mashoko Akafanana
  • Tingawanepi Mhinduro Dzemibvunzo Mikuru Muupenyu?
    Tingawanepi Mhinduro Dzemibvunzo Mikuru Muupenyu?
  • Unoona Sei Ramangwana?
    Unoona Sei Ramangwana?
  • Unoona Sei Bhaibheri?
    Unoona Sei Bhaibheri?
  • Chii Chinodiwa Kuti Mhuri Ifare?
    Chii Chinodiwa Kuti Mhuri Ifare?
Ona Zvimwe
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2020
wp20 nha. 3 p. 16

Wakambozvibvunzawo Here Mibvunzo Iyi?

  • Foni iri pedyo nemakapu maviri ekofi. Bhuku rinonzi ‘Real Faith—Your Key to a Happy Life’ riri kubuda pafoni.

    Nei panyika pakazara nematambudziko?

  • Ungawanepi mazano anokubatsira paunosangana nematambudziko?

  • Mwari anokuda here?—1 Petro 5:6, 7.

  • Ungaita sei kuti uzive zvakawanda nezvaMwari uye zvaanoda?

Mamiriyoni evanhu akawana mhinduro dzemibvunzo iyi pavakadzidza Bhaibheri. Newewo unogona kuwana mhinduro dzacho.

Kana uchida kunzwa zvakawanda kumbira bhuku rinonzi Mashoko Akanaka Anobva Kuna Mwari! rakabudiswa neZvapupu zvaJehovha, rinowanikawo pawebsite yedu inonzi www.pr2711.com.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe