RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • wp19 nha. 2 p. 16
  • ‘Ane Hanya Newe’

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • ‘Ane Hanya Newe’
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2019
  • Mashoko Akafanana
  • Unogona Kuva Pedyo naMwari
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2019
  • Kuziva Chokwadi Kwakanakirei?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2020
  • Mwari Anonzwa Sei Nekutambura Kwauri Kuita?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2018
  • Kutambura Kuchazombopera Here?
    Kutambura Kuchazombopera Here?
Ona Zvimwe
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2019
wp19 nha. 2 p. 16

‘Ane Hanya Newe’

Mukadzi ari kunyemwerera achifamba munzira ine vanhu vakawanda

Kunyange vamwe vanhu vakakusiya, aripo asingambofi akakusiya. Ndiani iyeye?

Mambo Dhavhidhi akati: “Kunyange kana baba vangu naamai vangu vaizondisiya, Jehovha aizonditora.”​—Pisarema 27:10.

Jehovha ndiye “Baba vengoni huru kwazvo uye Mwari wokunyaradza kwose, anotinyaradza pakutambudzika kwedu kwose.”​—2 VaKorinde 1:3, 4.

‘Kanda kuzvidya mwoyo kwako kwose paari, nokuti iye ane hanya newe.’​—1 Petro 5:7.

Kuti uzive kuti Mwari angakubatsira sei, verenga chitsauko 12 chebhuku rinonzi Bhaibheri Rinotidzidzisei? rakabudiswa neZvapupu zvaJehovha. Rinowanikawo pawebsite yedu inonzi www.pr2711.com

Kana uchida kunzwa zvimwe nezvekuti ungaswedera sei pedyo naMwari, verenga chitsauko 12 chebhuku iri, Bhaibheri Rinotidzidzisei?, rakabudiswa neZvapupu zvaJehovha. Rinowanikawo pawebsite yedu inonzi www.pr2711.com

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe