RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 4/03 p. 8
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2003
  • Mashoko Akafanana
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2005
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2007
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2004
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2008
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2003
km 4/03 p. 8

Zvokutaura Maererano Nemagazini

Nharireyomurindi Apr. 1

“Zvinoratidzwa pano ndiko kudya kunowanzonzi Kudya Kwemanheru Kwokupedzisira. [Muratidze peji yokutanga neyokupedzisira yemagazini yacho.] Maiziva here kuti ndicho chiitiko bedzi chinorayirwa vaKristu kuti vachengete? [Rega apindure. Zvadaro verenga Ruka 22:19.] Magazini iyi inotsanangura chikonzero nei kuchengeta uku kuchikosha zvikuru uye kuti zvinei noupenyu hwenyu.”

Mukai! Apr. 8

“Makamboona here kuti mazuva ano vanhu vakawanda zvinovaomera kunyatsorara? [Rega apindure.] Zvingakonzerwa nokuzvidya mwoyo kana kunetseka. [Verenga Muparidzi 5:12.] Magazini iyi inotaura zvimwe zvezvinokonzera kushaya hope, uye inopa mazano anobatsira okuvandudza kwatingaita kurara kwedu.”

Nharireyomurindi Apr. 15

“Mumakore achangopfuura vanhu vakawanda vakacherechedza kuderera kwezvinokosheswa pakunamata. Makazvicherechedzawo here? [Rega apindure. Zvadaro verenga Pisarema 119:105.] Zvinokosheswa pakunamata zvingabatsira vanhu kusawira munjodzi dzakawanda muupenyu. Magazini iyi inoratidza kungawanikwa zvinhu chaizvo zvinokosheswa pakunamata.”

Mukai! Apr. 8

“Hazvisiririsi here kuti upenyu hwevechiduku vakawanda hwakakanganiswa nezvinodhaka? [Rega apindure.] Kazhinji zvinetso zvinotanga pwere padzinoshamwaridzana neboka revanhu vakaipa. [Verenga 1 VaKorinde 15:33.] Magazini iyi yeMukai! inoongorora zvinoita kuti vechiduku vatange kushandisa zvinodhaka uye zvingaitwa nevabereki kuvadzivirira.”

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe