RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 4/07 p. 8
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2007
  • Mashoko Akafanana
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2008
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2007
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2005
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2008
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2007
km 4/07 p. 8

Zvokutaura Maererano Nemagazini

Nharireyomurindi Apr. 15

“Zvinoita sokuti utsinye huri kuwanda. [Taura muenzaniso womunharaunda kana kuti mumwe uri mumagazini yacho.] Makambonetseka here kuti nei vanhu vaine utsinye kudaro? [Rega apindure.] Bhaibheri rakafanotaura kuti utsinye hwaizowedzera. [Verenga 2 Timoti 3:1-5.] Magazini ino inopindura mubvunzo wokuti, ‘Utsinye huchazombopera here?’”

Awake! Apr.

“Vanhu vakawanda vanozviti vaKristu. Munofunga kuti zvinorevei kuva muKristu? [Rega apindure.] Onai zvakataurwa naJesu pano. [Verenga Johani 15:14.] Nyaya ino inoratidza kuti zvakawanda zvinodiwa pane kungoti mumwe munhu muKristu.” Muratidze nyaya inotangira papeji 26.

Nharireyomurindi May 1

“Kufirwa nomwana kunokonzera marwadzo akadzama uye asingaperi kuvabereki. Munofunga kuti vanganyaradzwa sei? [Rega apindure. Zvadaro verenga VaRoma 15:5.] Magazini ino inokurukura nezvedzimwe nzira idzo Mwari anonyaradza nadzo vanochema.”

Awake! May

“Vamwe vanhu vakabudirira, asi vamwe vanorarama muurombo. Munofunga kuti tichazomboona nguva pakuchange kusisina kusiyana kwakadaro here? [Rega apindure.] Onai kuti Mwari anoona sei varombo. [Verenga Pisarema 22:24.] Magazini ino inotsanangura tariro yeBhaibheri nezvevarombo.”

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe