RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 7/03 p. 8
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2003
  • Mashoko Akafanana
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2007
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2005
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2004
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2006
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2003
km 7/03 p. 8

Zvokutaura Maererano Nemagazini

Nharireyomurindi July 1

“Kuda vamwe uye kudiwa ndechimwe chezvinhu zvinokosha zvatinoda sevanhu. [Verenga mashoko anorondedzera mufananidzo ari papeji 4.] Asi, makacherechedza here kuti nzanga yemazuva ano inoita seinoisa zvimwe zvinhu munzvimbo yokutanga? [Rega apindure.] Magazini ino inokurukura kuti rudo rwechokwadi chii uye kuti rungakudziridzwa sei.” Verenga 1 VaKorinde 13:2.

Mukai! July 8

“Vanhu vakawanda vanoona kuwedzera kwemhirizhonga isina musoro kuchivhiringidza. [Taura muenzaniso unozivikanwa munharaunda, uye rega apindure.] Magazini iyi inokurukura zvimwe zvezvinhu zvinokonzera mhosva dzechisimba. Inotsanangurawo kuti Mwari achabvisa sei kuparwa kwemhosva uye chisimba zvachose.” Verenga Pisarema 37:10, 11.

Nharireyomurindi July 15

“Vakawanda vakaona muitiro uri kuwedzera wevanhu vanozvitsaura pane vamwe. Munofunga kuti iyi inzira yokuchenjera here? [Rega apindure.] Onai kutaura uku kwokuchenjera pamusoro pokukosha kwoushamwari. [Verenga Muparidzi 4:9, 10.] Magazini iyi inotaura chikonzero nei tose tichida vamwe uye kuti chinetso chokuzvitsaura pane vamwe chingapedzwa sei.”

Mukai! August 8

“Vanhu vakawanda vanonetseka nokupararira kwezvinonyadzisira. Munofunga kuti ichi chikonzero chokunetseka here? [Rega apindure.] Mazano anoshanda anowanikwa muBhaibheri angatichengetedza. [Verenga VaEfeso 5:3, 4.] Magazini iyi inoratidza kuti tingazvidzivirira sei pangozi iyi inokuvadza zvishoma nezvishoma.”

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe