RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 9/03 p. 4
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2003
  • Mashoko Akafanana
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2007
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2006
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2004
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2002
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2003
km 9/03 p. 4

Zvokutaura Maererano Nemagazini

Nharireyomurindi Sept. 1

“Vanhu vakawanda vanofunga kuti zvitendero zvevanhu zvakasiyana-siyana zvinongova migwagwa yakasiyana inotungamirira kunzvimbo imwe chete. Vamwe vanodavira kuti kunongova nokutenda kumwe chete kwechokwadi. Makambofunga nezvazvo here? [Rega apindure.] Magazini iyi inotaura mumwe mufananidzo wekare unojekesa mubvunzo uyu.” Verenga Mateu 13:24-30.

Mukai! Sept. 8

“Fashoni inochinja zvakasimba upenyu hwevanhu vakawanda nhasi. Vamwe vanofunga kuti zvinopfekwa nevanhu uye chitarisiko chavo zviri kunyanya kusimbiswa. Imi munofungei? [Rega apindure.] Mukai! inopa maonero akadzikama efashoni.” Verenga VaKorose 3:12.

Nharireyomurindi Sept. 15

“Munyika yanhasi vamwe vanofunga kuti vakaroorana zvavo asi rudo hapana. Vanhu vakadaro vangaenda kupi kuti vabatsirwe? [Rega apindure.] Bhaibheri rinotivimbisa kuti nhungamiro dzaMwari dzingatibatsira. [Verenga Isaya 48:17, 18.] Magazini iyi yeNharireyomurindi inotaura nezvenhungamiro dzeBhaibheri dzinogona kusimbisa vakaroorana.”

Mukai! Oct. 8

“Tinoshamiswa nokukwanisa kunoita mhuka kukurukurirana. Asi maiziva here kuti mune dzimwe nzira vanhu vakasiyana nadzo? [Rega apindure. Zvadaro verenga Pisarema 65:2.] Kusiyana nemhuka, tinopanga kukurukurirana naMwari. Magazini iyi inotaura kuti tinganakidzwa sei nokukurukurirana zvakanaka nevanhu uye naMwari.”

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe