RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 9/06 p. 8
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2006
  • Mashoko Akafanana
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2007
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2002
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2004
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2003
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2006
km 9/06 p. 8

Zvokutaura Maererano Nemagazini

Nharireyomurindi Sept. 15

Taura nyaya iri kungotaurwa nezvayo nevanhu. Zvadaro bvunza kuti: “Munofunga kuti ndima yomuBhaibheri iyi inotsanangura zvakarurama nguva yatiri kurarama here? [Verenga 2 Timoti 3:1, uye rega apindure.] Nyaya ino inoongorora uchapupu hwokuti tiri kurarama mumazuva okupedzisira uye inoratidza zvatinofanira kuita.”

Awake! Sept.

“Vakawanda vanofunga kuti takasikwa. Vamwe vanofunga kuti takashanduka-shanduka. Imi munofungei? [Rega apindure.] Onai zvinotaurwa apa zvinotibatsira kuziva chokwadi chaicho. [Verenga Jobho 12:7, 8.] Magazini ino yeAwake! inotsanangura zvatinogona kudzidza muuchenjeri uye mumagadzirirwo ezvinhu zvakasikwa.”

Nharireyomurindi Oct. 1

Nyanzvi dzezvinhu zvipenyu dziri kuedza kupedza zvirwere uye kuita kuti upenyu hwedu hurebe. Munofunga kuti zvichaguma zvaitika here kuti tirarame nokusingaperi? [Rega apindure.] Onai chikonzero nei tichifunga nezvokurarama nguva refu. [Verenga Muparidzi 3:11.] Magazini ino inotsanangura kuti nei Mwari akatisika tiine chido chokurarama nokusingaperi.”

Awake! Oct.

“Anenge munhu wose anofarira kuona terevhizheni. Asi munofunga kuti tinofanira here kusarudza zvatinoona? [Rega apindure. Zvadaro verenga Zvirevo 13:20.] Magazini ino inotsanangura kuti terevhizheni inotichinja sei, uye inopa mazano okuti tingazvidzora sei pakuiona.”

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe