RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 12/04 p. 8
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2004
  • Mashoko Akafanana
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2006
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2002
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2003
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2007
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2004
km 12/04 p. 8

Zvokutaura Maererano Nemagazini

Nharireyomurindi Dec. 1

“Kukwanisa kuziva chakanaka nechakaipa ndohumwe unhu hunosiyanisa vanhu nemhuka. Zvinosuruvarisa kuti vanhu vakawanda vanoita zvinhu zvakaipa. Munofunga kuti vanozviitirei? [Rega apindure. Zvadaro verenga Jeremia 17:9 kana kuti Zvakazarurwa 12:9.] Magazini iyi inotaura zvingatibatsira kuti tizive uye tiite zvakarurama.”

Mukai! Dec. 8

“Kubudirira kworuzivo rwokugadzira zvinhu hakuna kuchinja chido chevanhu chokuva neshamwari. Asi makambocherechedzawo here kuti kuchinja kuri kuitika munzanga mazuva ano kwava kuita kuti zvive zvakaoma kuva neshamwari yepedyo? [Rega apindure. Zvadaro verenga Zvirevo 18:24.] Magazini iyi inotaura kuti tingawana sei shamwari toramba tiinadzo.”

Nharireyomurindi Dec. 15

“Panguva ino yegore, pasi pose vanhu vanoyeuka kuberekwa kwaJesu nenzira dzakasiyana-siyana. Maizviziva here kuti uprofita hweBhaibheri hunobatanidza kuberekwa kwaJesu norugare rusingaperi? [Rega apindure. Zvadaro verenga Isaya 9:6, 7.] Magazini iyi inotsangura kuti rugare irworwo ruchavapo sei.”

Mukai! Jan. 8

“Makamboona here kuti vanhu vari kuita sevanonyanya kukoshesa kuti unotarisika sei? [Rega apindure.] Magazini iyi inotaura nezvedzimwe ngozi dzokunyanya kushushikana nezvorunako. Inosimbisawo kukosha kworunako runonyanya kukosha.” Verenga 1 Petro 3:3, 4.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe