RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 12/06 p. 8
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2006
  • Mashoko Akafanana
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2004
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2007
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2003
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2002
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2006
km 12/06 p. 8

Zvokutaura Maererano Nemagazini

Nharireyomurindi Dec. 15

“Munguva ino yegore, vanhu vakawanda vanofunga nezvezvakaziviswa nengirozi panguva yakaberekwa Jesu. [Verenga Ruka 2:14.] Munofunga kuti pasi pano pachazombova norugare here? [Rega apindure.] Magazini ino inotsanangura nezvokuti Jesu achakurumidza sei kuunza rugare rwechokwadi pasi pano.”

Awake! Dec.

“Zvitendero hazvibvumirani panyaya yokunwiwa kwedoro. Munofunga kuti Mwari anotii nezvokunwa doro? [Rega apindure.] Kunyange zvazvo chishamiso chaJesu chokutanga chaiva chokuchinja mvura kuti ive waini, Bhaibheri rinopawo nyevero iyi. [Verenga Zvirevo 20:1.] Nyaya ino inotsanangura maonero ari pakati nepakati eBhaibheri nezvenyaya yacho.” Muratidze nyaya inotangira papeji 18.

Nharireyomurindi Jan. 1

“Munofunga kuti kubudirira kwomunhu kungayerwa nokuwanda kwepfuma yaainayo here? [Rega apindure. Zvadaro verenga 1 Timoti 6:9, 10.] Kunyange zvazvo Bhaibheri risingashori mari, hariratidzi kuti kubudirira chaiko kunobva papfuma. Magazini ino inotsanangura izvozvo.”

Awake! Jan.

“Munofunga kuti tichazomboona izvi zvichiitika here? [Verenga Isaya 33:24. Zvadaro rega apindure.] Magazini ino inotsanangura zviri kuitwa nesayenzi yezvokurapa uye kuti chipikirwa cheBhaibheri chichazadzika sei.”

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe