RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 10/09 p. 4
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
  • Mashoko Akafanana
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2010
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
km 10/09 p. 4

Zvokutaura Maererano Nemagazini

Nharireyomurindi October 1

“Mazuva ano vakawanda havachatendi kuti kune Musiki. Munofunga kuti nei zvakadaro? [Rega apindure.] Ndima idzi dzinopa chimwe chingangova chikonzero. [Verenga Habhakuki 1:2, 3.] Nyaya iyi inobatsira kupindura mimwe mibvunzo inowanzobvunzwa nezvaMwari yakaita kuti vanhu vasatenda maari.” Muratidze nyaya inotangira papeji 11.

Awake! October

“Munobvuma here kuti mazuva ano mhuri dziri kutarisana nematambudziko akasiyana-siyana? [Rega apindure.] Vakawanda havazivi nezvemazano anoshanda ari muBhaibheri. Heuno muenzaniso. [Verenga rugwaro ruri mumagazini yacho.] Awake! ino ine nyaya inokosha inoratidza kubatsirwa kungaita mhuri nezvinotaurwa neBhaibheri kuti dzibudirire kukunda mumamiriro ezvinhu akasiyana-siyana.”

Nharireyomurindi November 1

“Munofunga here kuti zvose zvinodzidziswa mumachechi zvinobva muBhaibheri? [Rega apindure.] Bhaibheri rinotinyevera kuti tisatsauswa nenhema. [Verenga VaKorose 2:8.] Magazini ino inoratidza dzidziso nhanhatu dzakagara dzichidzidziswa idzo dzinopesana neShoko raMwari.”

Awake! November

“Zvinhu zvakadai senhare dzeserura nemakombiyuta zvava kushandiswa chaizvo muupenyu. Munofunga kuti kushandiswa kwezvinhu zvakadaro kunochengetedza nguva here kana kuti kunotoipedza? [Rega apindure.] Vakawanda vangabvumirana nokukurudzira uku kwokuti tishandise nguva nokuchenjera. [Verenga VaEfeso 5:15, 16.] Magazini ino inokurukura nezvokushandisa kwatingaita zvinhu zvakagadzirwa noruzivo rwezvesayenzi, zvakadzikama uye tichifungawo vamwe.”

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe