RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 2/10 p. 12
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2010
  • Mashoko Akafanana
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2010
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2010
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2010
km 2/10 p. 12

Zvokutaura Maererano Nemagazini

Nharireyomurindi February 1

“Vakawanda vedu tine zvitendero zvedu. Munofunga kuti Mwari ane basa nazvo here kuti tinosarudza kumunamata sei? [Rega apindure. Zvadaro, verenga Mateu 15:9.] Nyaya ino inokurukura zvinhu zvina zvine chokuita nokunamata kwechokwadi sezvakataurwa naJesu.” Muratidze nyaya inotangira papeji 16.

Awake! February

“Vamwe vanodavira kuti kune Musiki, ukuwo vamwe vanoti izvozvo hazviwirirani nesayenzi uye hazvina musoro. Munofungei? [Rega apindure.] Maererano neBhaibheri, kutenda kwechokwadi kunovakirwa pauchapupu. [Verenga VaHebheru 11:1.] Nyaya ino inokurukura humwe uchapupu hunoratidza kuti kune Musiki.” Muratidze nyaya inotangira papeji 22.

Nharireyomurindi March 1

“Munoona Bhaibheri seShoko raMwari here, kana kuti munofunga kuti rinongova haro bhuku rakanaka? [Rega apindure.] Onai kuti Bhaibheri pacharo rinotii. [Verenga 2 Timoti 3:16, 17.] Magazini ino inokurukura kuti munhu angasarudza sei achiziva panyaya iyi, uye kuti nei zvichikosha kuita kudaro.”

Awake! March

“Kungofanana nevanhu vakawanda, zvimwe munoyemura kunaka kwezvinhu zvakasikwa. Munobvuma here kuti zvinhu zvakasikwa zvinoratidzawo kurongeka kune uchenjeri? [Rega apindure. Zvadaro, verenga Pisarema 104:24.] Magazini ino inotaura mienzaniso inonakidza yokurongeka kuri muzvinhu zvakasikwa uye inokurukura kuti izvozvo zvinotidzidzisei.”

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe