RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 6/10 p. 4
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2010
  • Mashoko Akafanana
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2010
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2010
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2010
km 6/10 p. 4

Zvokutaura Maererano Nemagazini

Nharireyomurindi June 1

“Vanhu vakawanda vanotanga vaongorora machati ehoroscope vasati vasarudza zvokuita. Munofunga kuti nyeredzi dzine zvadzinoita paupenyu hwedu here? [Murege apindure.] Zvinonakidza kuti Bhaibheri rinotaura nezvemapoka enyeredzi dzokudenga [zodiac]. [Verenga 2 Madzimambo 23:5.] Nyaya iyi inokurukura zvinotaurwa neBhaibheri.” Muratidze nyaya inotangira papeji 18.

Awake! June

“Vemachechi vanowanzobhadharisa pavanobhabhatidza, pavanochatisa, uye pavanoitisa mariro. Munofunga kuti izvi zvakanaka here? [Murege apindure.] Onai mirayiridzo iyo Jesu akapa vadzidzi vake. [Verenga Mateu 10:7, 8b.] Nyaya iyi inoratidza zvinotaurwa neBhaibheri panyaya yokubhabharisa mabasa echitendero.” Muratidze nyaya inotangira papeji 22.

Nharireyomurindi July 1

“Vanhu vakawanda vanotaura nezveWemasimbaose saMwari chete. Asi maizviziva here kuti Bhaibheri rinotiudza zita raMwari? [Murege apindure. Zvadaro, verenga Isaya 42:8a.] Magazini ino inotsanangura nei zita raMwari rakabviswa mune dzimwe shanduro dzeBhaibheri uye kuti kuziva Mwari nezita kunorevei.”

Awake! July

“Mamiriro ezvoupfumi aripo aya aita kuti vanhu vazvidye mwoyo chaizvo. Vaya vakagumurwa pabasa vakavhiringidzika chaizvo, uye vaya vari kushanda vanozvidya mwoyo vachityira kuti vangagumurwawo. Munofunga kuti iri izano rakanaka ringatibatsira here? [Verenga Mateu 6:34. Wadaro, murege apindure.] Magazini ino inopa mazano anobatsira okuti tingatarisira sei mari uye okuti tisazvidya mwoyo.”

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe