RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 4/11 p. 3
  • Ashandise Pane Kuachengeta

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Ashandise Pane Kuachengeta
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
  • Mashoko Akafanana
  • Tingabatsirwa Sei neRaibhurari yepaImba yeUmambo?
    Ndivanaani Vari Kuita Kuda kwaJehovha Mazuva Ano?
  • Bhokisi Remibvunzo
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—1997
  • Nzira Yokuronga Nayo Raibhurari Youbati Ushe hwaMwari
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1994
  • Urongwa Hutsva hweMaraibhurari eImba yoUmambo
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2003
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
km 4/11 p. 3

Ashandise Pane Kuachengeta

Ungano dzakawanda dzava nemabhuku akawanda ekare. Wadii kuzviwanira mabhuku ekuti ushandise paraibhurari yako yemabhuku eBhaibheri? Ichokwadi kuti pamwe unotokwanisa kuwana mamwe mashoko mumabhuku ekare paWatchtower Library. Kunyange zvakadaro, pane zvazvakanakirawo kuva nemabhuku chaiwo. Une wauri kudzidza naye Bhaibheri ari kufambira mberi here? Kana zvakadaro mukurudzire kutora mabhuku aya ekare uye kuti atangewo kuzvigadzirira raibhurari yake. Mutariri weChikoro chaMwari Choushumiri anofanira kuva nechokwadi chokuti raibhurari yepaImba yoUmambo ine chero mabhuku ekare anenge ari mudura reungano. Mabhuku aya achiri kushanda. Zviri nani kuti tiashandise pane kuasiya ari pakaunda yemabhuku yeungano!

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe