RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 4/11 p. 8
  • Mharidzo Dzokuenzanisira

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mharidzo Dzokuenzanisira
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
  • Mashoko Akafanana
  • Mharidzo Dzokuenzanisira
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2012
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
  • Mharidzo Dzokuenzanisira
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
  • Mharidzo Dzokuenzanisira
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2012
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
km 4/11 p. 8

Mharidzo Dzokuenzanisira

Kutanga Zvidzidzo zveBhaibheri Mugovera Wokutanga Muna May

“Makambozvibvunzawo here kuti nei Mwari achibvumira uipi uye kutambura? [Rega apindure.] Ndinoda kukuratidzai chimwe chinhu chinonakidza nezvenyaya iyi.” Verengai pamwe chete mashoko ari pasi pekamusoro kadiki kekutanga kari papeji 16 yeNharireyomurindi yaMay 1 uye rumwe rwemagwaro akanyorwa ipapo. Govera magazini acho, uye ronga kuzodzokera kuti munokurukura mhinduro yemubvunzo unotevera.

Nharireyomurindi May 1

Verenga Pisarema 37:10, 11. Ibva wati: “Munofunga kuti tichaona izvi zvakavimbiswa zvichiitika munguva pfupi iri kuuya here? [Rega apindure.] Magazini ino inotaura nezvouprofita hutanhatu hwakasiyana-siyana hwomuBhaibheri hwatiri kuona huchizadzika panguva ino, uprofita hunoratidza kuti kuzadzika kwevimbiso iyi hakusi kure zvikuru.”

Awake! May

“Vamwe vanoti vanhu imhuka dzakashanduka kusvika padanho rakakwirira. Imi munofungei? [Rega apindure. Ibva waverenga Pisarema 139:14.] Chokwadi, munyori wepisarema aingoziva zvishoma nezvokushamisa kunoita muviri womunhu. Magazini ino inotaura zvatava kuziva, kusanganisira zvinotisiyanisa nemhuka.”

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe