RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 3/11 p. 8
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
  • Mashoko Akafanana
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2010
  • Mharidzo Dzokuenzanisira
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
  • Mharidzo Dzokuenzanisira
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2012
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2010
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
km 3/11 p. 8

Zvokutaura Maererano Nemagazini

Nharireyomurindi March 1

“Vanhu vane maonero akasiyana-siyana pamusoro paJesu. Munomuona semwanakomana waMwari here kana kuti semunhu akangonakawo?” Rega apindure. Ibvai maverenga pamwe chete mashoko ari pasi pemumwe wemibvunzo yakanyorwa nemavara matema-tema iri pamapeji 16-17 uye rumwe rwemagwaro akanyorwa ipapo. Govera magazini acho, uye ronga kuzodzokera kuti munokurukura mhinduro yemubvunzo unotevera.

Awake! March

Kana ukasangana newechiduku, muratidze nyaya inotangira papeji 26. Nongedzera pamusoro muduku wokutanga wobvunza kuti, “Ungati mashoko aya ndeechokwadi here kana kuti ndeenhema? [Rega apindure. Ibva waverenga 2 VaKorinde 7:1.] Nyaya ino inotaura zvaunofanira kuziva nezvokusvuta uyewo kuti ungarega sei.”

Nharireyomurindi April 1

“Vanhu vakawanda vanodavira zvakasiyana-siyana nezvaJesu. Munofunga kuti zvinokosha here kuziva chokwadi nezvake? [Rega apindure. Ibva waverenga Johani 17:3.] Magazini ino inotsanangura zvinotaurwa neBhaibheri nezvaJesu—kwaakabva, mararamiro aaiita, uye nei akafa.”

Awake! April

“Munobvuma here kuti kufirwa nemunhu watinoda nderimwe rematambudziko akaoma zvikuru anowira vanhu? [Rega apindure.] Vakawanda vakaona kuti zano iri rinobatsira. [Verenga Pisarema 55:22.] Magazini ino inotaura mamwe mazano anotibatsira kutsungirira kurwadziwa kana tafirwa, uyewo kuti tingakanda sei mutoro wedu pana Mwari.”

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe