RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 12/12 p. 8
  • Mharidzo Dzokuenzanisira

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mharidzo Dzokuenzanisira
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2012
  • Mashoko Akafanana
  • Mharidzo Dzokuenzanisira
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
  • Mharidzo Dzokuenzanisira
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2012
  • Mharidzo Dzokuenzanisira
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2013
  • Mharidzo Dzokuenzanisira
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2012
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2012
km 12/12 p. 8

Mharidzo Dzokuenzanisira

Kutanga Zvidzidzo zveBhaibheri Mugovera Wokutanga Muna January

“Ndinokumbirawo kunzwa pfungwa dzenyu? Zita raMwari ndiani? [Rega apindure.] Onai zviri pano.” Ipa saimba Nharireyomurindi yaJanuary 1 womuratidza nyaya iri papeji yokupedzisira, mokurukura zviri pakamusoro kokutanga uye moverenga rugwaro runenge rumwe chete. Govera magazini acho ari maviri woronga kuzodzoka kuzokurukura mubvunzo unotevera.

Nharireyomurindi January 1

“Vanhu vakawanda vari kutaura nezvekuguma kwenyika. Munofunga kuti tinofanira kutya kuguma kwenyika here? [Rega apindure.] Sezviri kutaurwa nerugwaro urwu pane vamwe vachapona. [Verenga 1 Johani 2:17.] Magazini ino ine mhinduro dzinobva muBhaibheri dzemibvunzo mina inowanzobvunzwa pamusoro pekuguma kwenyika.”

Awake! January

“Tine mashoko anobatsira atiri kukurukura nevamwe. Munofunga kuti zvinokosha here kuti mhuri dzishandise mashoko aya aJesu? [Verenga Mabasa 20:35b. Murege apindure.] Kudzidzisa vana kuti vafunge vamwe hakusi nyore munyika ino yakazara nevanhu vanongozvifunga. Nyaya ino ine mazano anobatsira vabereki pakurera vana kuti vasava vanhu vanongozvifunga.”

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe