RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 3/12 p. 4
  • Mharidzo Dzokuenzanisira

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mharidzo Dzokuenzanisira
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2012
  • Mashoko Akafanana
  • Mharidzo Dzokuenzanisira
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2012
  • Mharidzo Dzokuenzanisira
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2013
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
  • Mharidzo Dzokuenzanisira
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2012
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2012
km 3/12 p. 4

Mharidzo Dzokuenzanisira

Kutanga Zvidzidzo zveBhaibheri Mugovera Wokutanga Muna April

“Tsika yokubhabhatidza inoitwa nevaKristu vakawanda. Imi munotiiwo nazvo? Munhu anofanira kubhabhatidzwa here? [Rega apindure.] Nyaya iyi ine zvinhu zvinonakidza chaizvo nezvenyaya yokubhabhatidzwa.” Ipa saimba Nharireyomurindi yaApril 1 mokurukura zviri pakamusoro kari papeji 16 uye moverenga rugwaro runenge rumwe chete. Govera magazini acho ari maviri woronga kuzodzoka kuzokurukura mubvunzo unotevera.

Nharireyomurindi April 1

“Vakawanda vanotaura zvakasiyana-siyana nezvaJesu. Vamwe vanofunga kuti ndiye Mesiya akagara ataurwa nezvake. Vamwewo vanoti aiva munhu akanaka. Asi vamwe vanoti hakuna kumbobvira kwararama munhu akadaro. Imi munotiwo chii? [Rega apindure.] Bhaibheri rinoti tinofanira kuziva chokwadi nezvake. [Verenga Johani 17:3.] Magazini ino inoratidza mhinduro dzinobva muBhaibheri dzinopindura mibvunzo ine chokuita naJesu.”

Awake! April

“Tiri kutaura nevanhu vose nezvenyaya yezviri kuitika mumhuri. Munobvumawo here kuti mudzimba umu mune matambudziko mazhinji mazuva ano? [Rega apindure.] Tarisai muone kuti mhuri dzakawanda dzakawana kupi mazano anobatsira. [Verenga Pisarema 119:105.] Magazini ino inokurukura kuti mhuri dzingashandisa sei mazano eBhaibheri kana dziina baba kana kuti amai vasiri vokubereka.”

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe