RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 5/13 p. 3
  • Shandisa Mavhidhiyo Pakudzidzisa

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Shandisa Mavhidhiyo Pakudzidzisa
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2013
  • Mashoko Akafanana
  • Shandisa Zvinhu Zvinooneka Pakudzidzisa
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2006
  • Shandisa Mavhidhiyo Paunoitisa Zvidzidzo zveBhaibheri
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
  • Kuvandudza Unyanzvi Hwedu Muushumiri—Kushandisa Mavhidhiyo Pakudzidzisa
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
  • Ndinofanira Kuona Mavhidhiyo Emimhanzi Here?
    Mukai!—2003
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2013
km 5/13 p. 3

Shandisa Mavhidhiyo Pakudzidzisa

Jehovha paakazivisa mashoko anokosha kuna Abrahamu uye Jeremiya, haana kungovaudza nemashoko chete, asi akashandisawo zvinhu zvavaiona. (Gen. 15:5; Jer. 18:1-6) Tinogona kubatsira vatinodzidza navo Bhaibheri kuti vanyatsonzwisisa chokwadi chiri muBhaibheri kana tikashandisa zvakanaka zvinhu zvavanoona zvakadai semavhidhiyo edu. Pasi apa pane mazano okuti ndirinhi patingavaratidza mamwe mavhidhiyo. Yeukai kuti aya angori mazano atingashandisa kwete mitemo, sezvo vadzidzi vachisiyana-siyana.

Bhuku raBhaibheri Rinombodzidzisei?

◻ Chitsauko 1: Pashure pokukurukura ndima 17, onai The Wonders of Creation Reveal God’s Glory

◻ Chitsauko 2: Pachinoperera, onai The Bible—Mankind’s Oldest Modern Book

◻ Chitsauko 9: Pashure pokukurukura ndima 14, onai Jehovah’s Witnesses—Organized to Share the Good News

◻ Chitsauko 14: Pachinoperera, onai The Bible—Its Power in Your Life

◻ Chitsauko 15: Pashure pokukurukura ndima 10, onai Our Whole Association of Brothers

Bhuku ra“Rudo rwaMwari”

◻ Chitsauko 3: Pashure pokukurukura ndima 15, onai Young People Ask—How Can I Make Real Friends?

◻ Chitsauko 4: Pachinoperera, onai Respect Jehovah’s Authority

◻ Chitsauko 7: Pashure pokukurukura ndima 12, onai: No Blood—Medicine Meets the Challenge

◻ Chitsauko 9: Pashure pokukurukura ndima 6, onai Warning Examples for Our Day

◻ Chitsauko 17: Pachinoperera, onai ‘Famba Nokutenda, Kwete Nokuona’

Pane mamwe mavhidhiyo angabatsira mumwe wevaunodzidza navo Bhabheri here? Somuenzaniso, vanhu vari kupikiswa vangakurudzirwa nokuona Faithful Under Trials—Jehovah’s Witnesses in the Soviet Union kana kuti Jehovah’s Witnesses Stand Firm Against Nazi Assault. Vechiduku vangabatsirwa nokuona Pursue Goals That Honor God uye Young People Ask—What Will I Do With My Life? Nyora manotsi mubhuku rako raBhaibheri Rinombodzidzisei? uye ra“Rudo rwaMwari” kuitira kuti uyeuke pamungaona vhidhiyo nemudzidzi kana kuti paungamusiira kuti azoriona. Mavhidhiyo matsva zvaanenge achibuda, funga kuti ungaashandisa sei kuti ubaye mwoyo yevadzidzi vako veBhaibheri.—Ruka 24:32.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe