PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | ISAYA 24-28
Jehovha Anochengeta Vanhu Vake
Jehovha anotipa zvokudya zvekunamata zvakawanda sezvinoitwa nemunhu ane rupo anenge ane vaenzi.
“Jehovha wemauto achaitira marudzi ose mabiko ezvokudya”
Kare vanhu pavaidya pamwe chete zvairatidza kuti vaiwirirana chaizvo
‘Zvokudya zvine mafuta zvizere nomwongo, uye waini yakanaka’
Zvokudya zvine mafuta uye waini yakanaka zvinofananidzira zvokudya zvekunamata zvakanakisisa zvatinopiwa naJehovha