RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb17 May p. 1
  • Mharidzo Dzekuenzanisira

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mharidzo Dzekuenzanisira
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • NHARIREYOMURINDI
  • DZIDZISA CHOKWADI
  • MHURI YENYU INOGONA KUFARA (hf)
  • NYORAWO MHARIDZO YAKO
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
  • Sumo
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2017
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
mwb17 May p. 1
JZvapupu zvaJehovha zviri kugadzira paImba yeUmambo kuSwitzerland

Zvapupu zviri kugadzira paImba yeUmambo kuSwitzerland

Mharidzo Dzekuenzanisira

NHARIREYOMURINDI

Nharireyomurindi Nhamba 3 2017 | Nei Uchifanira Kuziva Vatasvi 4 Vemabhiza?

Sumo: Vanhu vakawanda vanoziva nezvevarume 4 vanenge vakatasva mabhiza vanotaurwa muna Zvakazarurwa. Vamwe vanototyiswa nezvinotaurwamo. Vamwe vanoda kunyatsoziva kuti zvinorevei.

Rugwaro: Zva 1:3

Zvekutaura: Magazini iyi inotsanangura kuti uprofita huri muna Zvakazarurwa hwevarume 4 vanenge vakatasva mabhiza, hunoratidza kuti pane zvinhu zvakanaka zvava pedyo kuitika.

DZIDZISA CHOKWADI

Bhaibheri rakavhurika

Mubvunzo: Zvinoita here kuti tizive zvichange zvakaita ramangwana redu?

Rugwaro: Isa 46:10

Chokwadi: Mwari anoshandisa Shoko rake Bhaibheri kutiudza zvichaitika.

MHURI YENYU INOGONA KUFARA (hf)

Mhuri Yenyu Inogona Kufara

Sumo: Tiri kuratidza vamwe kavhidhiyo aka kari kutaura nezvemhuri. [Muratidze vhidhiyo yekusuma bhuku raMhuri Yenyu Inogona Kufara.]

Zvekutaura: Kana muchida bhuku rataurwa muvhidhiyo ndinogona kukupai uye kana muchida kuridhaunirodha ndinogona kukubatsirai.

NYORAWO MHARIDZO YAKO

Nyorawo mharidzo yako pachako yomuushumiri uchitevedzera mharidzo yokuenzanisira iri pamusoro apa.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe