RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb19 April p. 8
  • Dzidziswa naJehovha

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Dzidziswa naJehovha
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
  • Mashoko Akafanana
  • Zvapupu zvaJehovha Zvinodzidziswa Sei Kuita Ushumiri Hwazvo?
    Mibvunzo Inonyanya Kubvunzwa Pamusoro peZvapupu zvaJehovha
  • Unoda Kunyorera Kuti Upinde Chikoro Chevazivisi Vemashoko eUmambo Here?
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
  • Ronga Zvaunoda Kuzoita Mugore Rebasa Riri Kuuya—Zadza Fomu Rekupinda Chikoro Chevazivisi Vemashoko eUmambo
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Chikoro Chokudzidzisa Vashumiri—Musuo Muhombe Webasa
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2004
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
mwb19 April p. 8

KURARAMA KWECHIKRISTU

Dzidziswa naJehovha

NEI ZVICHIKOSHA? Jehovha, Murayiridzi wedu Mukuru, anotipa dzidzo yakanaka kupfuura dzese. Anotidzidzisa kuti tive neupenyu hwakanaka, tive neunhu huchaita kuti tizokodzera kurarama nekusingaperi, uye haatibhadharisi! (Isa 11:6-9; 30:20, 21; Zva 22:17) Dzidziso yatinopiwa naJehovha inoita kuti tigone kudzidzisa vamwe kuti vazoponawo.​—2VaK 3:5.

MAITIRWO AZVO:

  • Iva munhu munyoro uye anozvininipisa.​—Pis 25:8, 9

  • Shandisa zvatiri kupiwa naJehovha kuti atidzidzise, zvakadai sekuita hurukuro dzevadzidzi dzepamusangano wepakati pevhiki

  • Iva nezvinangwa zvekunamata.​—VaF 3:13

  • Zvipire kusiya zvimwe zvinhu uchiitira kuti uwedzere kudzidziswa naJehovha.​—VaF 3:8

ONA VHIDHIYO INONZI MAKOMBORERO ATAKAWANA NEKUDZIDZISWA KWATAKAITWA NAJEHOVHA, WOZOPINDURA MIBVUNZO IYI:

  • Vamwe vakakunda matambudziko api kuti vapinde Chikoro Chevazivisi Vemashoko eUmambo?

  • Chikoro Chevazivisi Vemashoko eUmambo chinodzidzisei?

  • Vemuungano vakabatsira sei hama nehanzvadzi dzakanga dzabva kuchikoro ichi?

  • Ndezvipi zvinodiwa kuti ukwanise kupinda Chikoro Chevazivisi Vemashoko eUmambo? (kr 189)

  • Ndezvipi zvimwe zvaunogona kudzidziswa musangano raJehovha?

Hama nehanzvadzi dzakapedza Chikoro Chevazivisi Vemashoko eUmambo dzichishumira kuNamibia, Norway, United States, nekuJapan

Makomborero api auchawana kana ukadzidziswa naJehovha?

NDEIPI DZIDZO YAWAKAWANA?

  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu

  • Chikoro Chebasa Reupiyona

  • Chikoro Cheushumiri hweUmambo

  • Chikoro Chevakuru Veungano

  • Chikoro Chevazivisi Vemashoko eUmambo

NDEIPI DZIDZO YAUNODA KUZOWANA?

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe