RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb23 March p. 2
  • Kunamata Kunoitwa paTemberi Kunonyatsorongwa

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kunamata Kunoitwa paTemberi Kunonyatsorongwa
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Mashoko Akafanana
  • Mabasa Aiitwa nevaRevhi
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Mazano Ekutonga Nyaya Zvakarurama
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Mutemo Wairatidza Sei Kuti Jehovha Ane Hanya Nevarombo?
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Zvatinodzidza Paungano yevaIsraeri
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
mwb23 March p. 2

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Kunamata Kunoitwa paTemberi Kunonyatsorongwa

Mambo Dhavhidhi akaronga vaRevhi nevapristi kuti vashumire patemberi (1Mak 23:6, 27, 28; 24:1, 3; it-2-E 241, 686)

Nyanzvi dzekuridza mimhanzi nevaidzidzira vakapiwa basa rekugadzira mimhanzi (1Mak 25:1, 8; it-2-E 451-452)

VaRevhi vakapiwa basa rekurinda pamagedhi, kuchengeta pfuma nemamwewo mabasa (1Mak 26:16-20; it-1-E 898)

Hama nehanzvadzi dziri muImba yeUmambo misangano isati yatanga. 1. Vari kumhoresana vachikurukura. 2. Hama iri kuratidza imwe hanzvadzi zviri pabhodhi remashoko. 3. Hanzvadzi iri kuisa mari mubhokisi remupiro. 4. Hama inoona nezvemabhuku iri kupa imwe hanzvadzi mabhuku. 5. Hama iri pachikuva ichigadzirisa gudzanzwi. 6. Imwe hama nemwanakomana wayo vari kutsvaira.

Tinonamata Jehovha nenzira yakarongeka nekuti iye akarongekawo.—1VaK 14:33.

ZVEKUFUNGA NEZVAZVO: Ungano yechiKristu mazuva ano yakanyatsorongwa sei kuti inamate Jehovha?

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe