RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 May p. 10
  • Mirayiro yaJehovha Yakarurama Uye Inoratidza Uchenjeri

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mirayiro yaJehovha Yakarurama Uye Inoratidza Uchenjeri
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Mashoko Akafanana
  • Mazano Ekutonga Nyaya Zvakarurama
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Mutemo Wairatidza Sei Kuti Jehovha Ane Hanya Nevarombo?
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Aikoshesa Uchenjeri
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Dzidzisai Vana Venyu Kuti Vade Jehovha
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 May p. 10

KURARAMA KWECHIKRISTU

Mirayiro yaJehovha Yakarurama Uye Inoratidza Uchenjeri

Tinoratidza kuti tine uchenjeri uye tinonzwisisa patinoteerera mirayiro yaMwari (Dhe 4:6; it-2-E 1140 ¶5)

Vanhu vakawanda pavanocherechedza zvatinoita vanoona kuti mirayiro yaMwari inoratidza uchenjeri (Dhe 4:6; w99 11/1 20 ¶6-7)

Vanhu vaJehovha vanorarama upenyu hwakanaka kupfuura hwevanhu vemamwe marudzi (Dhe 4:7, 8; w07 8/1 29 ¶13)

Vanhu vakawanda vanouya kusangano raJehovha pavanoona unhu hwakanaka hwevaya vanorarama zvinoenderana nemitemo yaMwari.

Hama iri kuparidza pachingoro inoona murume achidonhedza chikwama chemari uye mumwe mukadzi ari paresitorendi ari kuzviona.
Hama iri kudzorera chikwama kumuridzi wacho uye mukadzi uya wemuresitorendi ari kuzviona.

Makomborero api awakawana anobva pakuteerera mirayiro yaJehovha?

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe