RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 May p. 12
  • Dzidzisai Vana Venyu Kuti Vade Jehovha

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Dzidzisai Vana Venyu Kuti Vade Jehovha
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Mashoko Akafanana
  • Ramba Uchitya Kugumbura Jehovha
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Vabereki Vangadzidzei Pana Manoa Nemudzimai Wake?
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Mirayiro yaJehovha Yakarurama Uye Inoratidza Uchenjeri
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Zvii Zvinoitwa Nevanotipikisa Vachida Kutipedza Simba?
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 May p. 12

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Dzidzisai Vana Venyu Kuti Vade Jehovha

Vabereki vanofanira kushanda nesimba kuti vasvike pakuda Jehovha (Dhe 6:5; w05 6/15 20 ¶11)

Vanofanira kuva muenzaniso wakanaka kuvana vavo (Dhe 6:6; w07 5/15 15-16)

Vanofanira kugara vachidzidzisa vana vavo nezvaJehovha (Dhe 6:7; w05 6/15 21 ¶14)

Kuwedzera pakudzidzisa vana venyu pakunamata kwemhuri, ndepapi pamwe pamungavabatsira kuti vasvike pakuda Jehovha nemitemo yake?

Baba nemwana vari kugadzira kite. Nechekumashure kune nyaya dzeshiri dzemuchikamu chakanzi ‘Zvakangoitika Zvega Here?’
Baba vari kutaura nemwana wavo paari kudhirowa muti wemuapuro. Vari kunongedzera maapuro ari pamberi pavo.
    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe