PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Vabereki Vangadzidzei Pana Manoa Nemudzimai Wake?
Ivai muenzaniso wakanaka wekuva vanhu vakatendeka kuna Mwari wechokwadi (Vat 13:1, 2, 6)
Tungamirirwai naJehovha (Vat 13:8; w13 8/15 16 ¶1)
Musarega kutsiura vana venyu (Vat 14:1-4; w05 3/15 25-26)
Zvinhu zvipi zvinobatsira vabereki pakurera vana vavo zvinowanikwa mumutauro wenyu?