RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 January p. 3
  • Kusateerera Mitemo yaMwari Kunokonzera Matambudziko

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kusateerera Mitemo yaMwari Kunokonzera Matambudziko
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Mashoko Akafanana
  • Jefta—Murume Aida Mwari
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Mutemo Wairatidza Sei Kuti Jehovha Ane Hanya Nevarombo?
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Tichafamba Muzita raJehovha Nokusingaperi!
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2003
  • Vashumiri vaJehovha Vane Tariro Yechokwadi
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2003
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 January p. 3

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Kusateerera Mitemo yaMwari Kunokonzera Matambudziko

Mika akaba mari yaamai vake (Vat 17:1, 2)

Mika ainamata zvidhori uye haana kutevedzera urongwa hwaJehovha hwekunamata (Vat 17:4, 5, 12; it-2-E 390-391)

Mika akazosara asina chinhu (Vat 18:24-26; it-2-E 391 ¶2)

Mukadzi aimbova Chapupu uyo ava nemwana ari kushuwa upenyu hwaaimborarama achishumira Jehovha. Patafura iri pamberi pake pane zvigusvani zvefodya. Murume akadhakwa akarara pasofa.

ZVIBVUNZE KUTI, ‘Ndakabatsirwa sei nekuteerera Jehovha?’

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe