RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 November p. 13
  • Jefta—Murume Aida Mwari

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Jefta—Murume Aida Mwari
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Mashoko Akafanana
  • Akafadza baba vake naJehovha
    Dzidzisai Vana Venyu
  • Kutendeka Kunoita Kuti Tifarirwe naMwari
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2016
  • Jefta Anoita Sezvaakapika Kuna Jehovha
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2007
  • Aidiwa naMwari Uye Neshamwari Dzake
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2011
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 November p. 13

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Jefta—Murume Aida Mwari

Jefta haana kuva nechigumbu (Vat 11:5-9; w16.04 7 ¶9)

Jefta aidzidza nezvenhoroondo yezvaiitwa naJehovha nevanhu vake (Vat 11:12-15; it-2-E 27 ¶2)

Jefta akaisa pfungwa dzake panyaya inonyanya kukosha yekuti Jehovha ndiye Mwari wechokwadi (Vat 11:23, 24, 27; it-2-E 27 ¶3)

Mifananidzo: 1. Hama iri kuverenga Bhaibheri. 2. Hama iri kutaura zvakanaka nemudzimai wayo. 3. Hama nemudzimai wayo vanoramba vakagara pasi zvine ruremekedzo vamwe pavari kusimuka kuti vasarute mureza.

Zvii zvandinoita zvinoratidza kuti ndiri munhu anoda Mwari?

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe