RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb23 May p. 9
  • Jehovha ‘ndiBaba Venherera’”

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Jehovha ‘ndiBaba Venherera’”
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Mashoko Akafanana
  • Tingaita Sei Zvisarudzo Zvinoratidza Kuti Tinovimba naJehovha?
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Shandisai Mazano eBhaibheri Kubatsira Vana Venyu Kuti Vabudirire
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • “Zvisarudzirei . . . Wamuchashumira”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2025
  • Zvininipise Uchibvuma Kuti Pane Zvimwe Zvinhu Zvausingazivi
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2025
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
mwb23 May p. 9
Hama iya yechidiki yabudiswa munyaya yakanzi “Unogona Kushumira Jehovha Kunyange Kana Vabereki Vako Vasingamushumiri” iri kutaura neimwe hama yechikuru muushumiri.

KURARAMA KWECHIKRISTU

Jehovha ‘ndiBaba Venherera’

Gore rega rega, vechidiki vakawanda vanosarudza kuva shamwari dzaJehovha. (Pis 110:3) Jehovha anoda chaizvo mumwe nemumwe wenyu. Anonzwisisa matambudziko ese amunosangana nawo uye anovimbisa kuti achakubatsirai kuti mumushumire. Kana uri kurerwa nemubereki mumwe chete, yeuka kuti Jehovha ‘ndiBaba venherera.’ (Pis 68:5) Kana ukashandisa zvatinodzidziswa naJehovha, uchabudirira pasinei nekuti zvinhu zvakamira sei kumba.—1Pe 5:10.

Chikamu chiri muvhidhiyo inonzi “Vanhu Vari Kubudirira Kurwira Kutenda—Vaya Vari Kurerwa Nemubereki Mumwe Chete.” Tammy Ludlow.

ONA VHIDHIYO INONZI VANHU VARI KUBUDIRIRA KURWIRA KUTENDA—VAYA VARI KURERWA NEMUBEREKI MUMWE CHETE, WOZOPINDURA MIBVUNZO INOTEVERA:

  • Wadzidzei kubva pane zvakaitika kuna Tammy, Charles, naJimmy?

  • Vaya vanorerwa nemubereki mumwe chete vanovimbiswei pana Pisarema 27:10?

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe