RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb23 July p. 9
  • Vanoshanda Nesimba Kuti Vatibatsire

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Vanoshanda Nesimba Kuti Vatibatsire
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Mashoko Akafanana
  • Vatariri Vanofambira—Vashandi Biyamwe Muzvokwadi
    Zvapupu zvaJehovha Zvinoita Kuda kwaMwari Mukubatana Munyika Yose
  • Ratidza Kuti Unoonga Varume Vakagadzwa
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2024
  • Kukurudzirana
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2007
  • “Pauro Akaonga Mwari, Akashinga”
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
mwb23 July p. 9
Mapikicha: Mutariri wedunhu ashanyira imwe ungano. 1. Ari kuitisa musangano webasa. 2. Ari kuita musangano nevakuru. 3. Ari muushumiri neimwe hama yechidiki.

KURARAMA KWECHIKRISTU

Vanoshanda Nesimba Kuti Vatibatsire

Vatariri vematunhu nemadzimai avo vanozvipira kushumira vamwe uye vanovaratidza rudo. Vanhuwo vakangofanana nesu pakuti vanewo zvavanoda, uye dzimwe nguva vanonetawo, vanoora mwoyo uye vanomboshushikanawo nezvimwe zvinhu. (Jak 5:17) Kunyange zvakadaro, vhiki rimwe nerimwe vanoisa pfungwa pakukurudzira hama nehanzvadzi dzemuungano yavanenge vashanyira. Vatariri vematunhu “vakakodzera kukudzwa zvakapetwa kaviri.”—1Ti 5:17.

Muapostora Pauro paaironga rwendo rwekuenda kuRoma kuti ‘anopa chipo chemweya’ kuungano yeko, aitarisira ‘kuvakurudzira, uye kuti ivo vamukurudzirewo.’ (VaR 1:11, 12) Wakambofunga here kuti ungakurudzira sei mutariri wenyu wedunhu nemudzimai wake, kana akaroora?

ONA VHIDHIYO INONZI KUSHANDA SEMUTARIRI WEDUNHU KUMARUWA, WOZOPINDURA MIBVUNZO INOTEVERA:

  • Vatariri vematunhu nemadzimai avo vanozvipira sei kuti vabatsire ungano?

  • Wakabatsirwa sei nemutariri wedunhu nemudzimai wake?

  • Tingavakurudzira sei?

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe