RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb23 September p. 6
  • Akashandisa Chinzvimbo Chake Kuti Abatsire Vanhu Verudzi Rwake

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Akashandisa Chinzvimbo Chake Kuti Abatsire Vanhu Verudzi Rwake
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Mashoko Akafanana
  • Batsira Vamwe Kuti Vaite Zvese Zvavanokwanisa
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Tevedzera Mashandisiro Anoita Jehovha Simba Rake
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Mutemo Wairatidza Sei Kuti Jehovha Ane Hanya Nevarombo?
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Mazano Ekutonga Nyaya Zvakarurama
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
mwb23 September p. 6

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Akashandisa Chinzvimbo Chake Kuti Abatsire Vanhu Verudzi Rwake

Modhekai akapiwa chinzvimbo chepamusoro (Es 9:4; it-2-E 432 ¶2)

Akatanga mhemberero yekukudza Jehovha yaifanira kuitwa gore negore (Es 9:20-22, 26-28; it-2-E 716 ¶5)

Akaitira zvakanaka vanhu vaMwari (Es 10:3)

Hanzvadzi yechikuru iri kufamba yakabata mukuru wechidiki muushumiri kuti isadonha.

Mazuva ano, vaya vane simba ravakapiwa musangano raJehovha vanoita zvese zvavanogona kuti vatevedzere Modhekai.—cl 101-102 ¶12-13.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe