RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb23 September p. 3
  • Batsira Vamwe Kuti Vaite Zvese Zvavanokwanisa

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Batsira Vamwe Kuti Vaite Zvese Zvavanokwanisa
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Mashoko Akafanana
  • Akashandisa Chinzvimbo Chake Kuti Abatsire Vanhu Verudzi Rwake
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Muenzaniso Pakutaura Zvakanaka
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Edza Kuva Nemwero saEsteri
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Mutemo Wairatidza Sei Kuti Jehovha Ane Hanya Nevarombo?
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
mwb23 September p. 3

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Batsira Vamwe Kuti Vaite Zvese Zvavanokwanisa

Modhekai aiva neushingi uye aiva akavimbika kuna Jehovha (Es 3:2-4; it-2-E 431 ¶7)

Akabatsira Esteri kuti aone zvaaigona kuita kuti abatsire vanhu vekwake (Es 4:7, 8; it-2-E 431 ¶9)

Akakurudzira Esteri kuti ave neushingi uye kuti avimbe naJehovha (Es 4:12-14; ia 133 ¶22-23)

Mapikicha: 1. Mukuru ari kukurudzira imwe hama yechidiki vari muushumiri. 2. Hama iya yechidiki iri kuzadza fomu reChikoro Chevazivisi Vemashoko eUmambo. 3. Pava paya, hama iya yava kugirajuweta kuChikoro Chevazivisi Vemashoko eUmambo.

ZVIBVUNZE KUTI, ‘Zvandinotaura uye zvandinoita zvinobatsira vamwe vari muungano kuti vaite zvese zvavanokwanisa here?’

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe