RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sn rwiyo 57
  • Kufungisisa Kwomwoyo Wangu

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kufungisisa Kwomwoyo Wangu
  • Imbirai Jehovha
  • Mashoko Akafanana
  • Kufungisisa Kwemwoyo Wangu
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Rudzi Rwokufungisisa Kunobatsira
    Mukai!—2000
  • Ramba Uchifungisisa Zvinhu Zvokunamata
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2015
  • Vashumiri Vanoshingaira Vanofanira Kufungisisa Nekunyengetera
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2010
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovha
sn rwiyo 57

Rwiyo 57

Kufungisisa Kwomwoyo Wangu

Rakaprindwa

(Pisarema 19:14)

1. Zvandinofunga mumwoyo

Mangu mukati mezuva,

Ngazvikufadzei Ishe.

Ndisabve munzira yenyu.

Ndamomoterwa nenhamo,

Dzichindishayisa hope.

Ndichafungawo nezvenyu,

Nezvinhu zvakarurama.

2. Zvinhu zvose zvakachena,

Zvechokwadi, zvakanaka,

Zvinhu zvose zvinodiwa

Ngazvindipewo rugare.

Pfungwa dzenyu dzinokosha!

Dzose hadziverengeki.

Ndichafungisisa shoko

Renyuwo nemwoyo wose.

(Onawo Pis. 49:3; 63:6; 139:17, 23; VaF. 4:7, 8; 1 Tim. 4:15.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe